Lyrics

I'm on the beat Jay Ah tiri ma-free spirit Tofara kusvikira Jesu adzoka Hatisi type iya ino-catcher Maya hatina ma-feelings Ma-feelings takacherera mugomba Nhamba rikanaka totoridzosa iri Toridzosa (pullo, pullo, pullo) Robva radzoka Kana ndikadhakwa motondidzosa Eh-h mondidzosa boys Handei kumba tobva tadzoka, eh Ah iwe aridza code ndiani? Apinza call ndiani? Akuda doro ndiani? Ah, ah Akuti, "Four." ndiyani? Akunditsoma ndiani? (Ndiani?) Ko ari pa-door uyo ndiani? Ah pressure (pressure) Hatishande ne-pressure maya Hatiise pressure paisingadiwe Pane pamwe panoda nharo Kwoita pamwe paisingadiwe Dai City ichinyatsogona bhora Ingadai isingadyiwe Usamuvhwe zvechihwai Pane vakatomira kuti uite wrong move Vobva vatanga kusasa Vachi-spreader zvavo bad news Handitaure nevanhu kana ndakatsamwa ndiri mu-bad mood 'Cause ndogona kuzotaura zvisirizvo (yeah) Eh, eh Tiri ma-free spirit Tofara kusvikira Jesu adzoka Hatisi type iya ino-catcher Maya hatina ma-feelings Ma-feelings takacherera mugomba Nhamba rikanaka totoridzosa iri Toridzosa (pullo, pullo, pullo) Robva radzoka Kana ndikadhakwa motondidzosa Eh-h mondidzosa boys Handei kumba tobva tadzoka Even tiri vanhu vari bho Hatizorambe tiri pa-easy Tichi-loaderwa badness 'Cause toverenga bhaibheri Panenge pachida chill toita chill Pakuda soft toita soft Pakuda bad tetichingo-loadawo badness Takabikwa muma-streets Tika-dilutwa neSwitch, energy (energy) Tetine energy Munhu anoti, "wakaipa." kana uripo Kana usipo otaura shit, i-enemy Ndoma-enemy (enemy) Tiri ma-free spirit Tofara kusvikira Jesu adzoka Hatisi type iya ino-catcher Maya hatina ma-feelings Ma-feelings takacherera mugomba Nhamba rikanaka totoridzosa iri Toridzosa (pullo, pullo, pullo) Robva radzoka Kana ndikadhakwa motondidzosa Eh-h mondidzosa boys Handei kumba tobva tadzoka Gara wafonera Mr Zipit Muudze ngaasadhibhe Jinkit I like it
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out