Lyrics

Jamal what you do-do-do Mamonya e-tea, tea (Nash Nation) Ndichatoita Chidhumo naMasendeke Only kungo trya kuti zvese zvaunoda zvitengeke Ipapo ndikubereke Nekuti zvizhinji zvinopiwa vanhu mazuvano Zvemhara hazvitengeke (Hazvitengeke) hazvitengeke So ndingakutendawo nei? Mm, mm Unotenga mota kwete rudo Zvimwe hazvisi bho Pamwe usagumha door Apa uchipinza pinza Ndibate ruoko, don't ever go Pamwe ndingaita zvema-goal zvisizvowo Ehe Hazvitengeke Moyo unodhura hauchekeke Wati uri juzi saka haupfekeke Inini hangu handiterere Zvimwe zvakawanda, but I'm learning Moto unenge Satan nemheni I think I'm just focused on my journey So don't be complaining Ndichatoita Chidhumo naMasendeke Only kungo trya kuti zvese zvaunoda zvitengeke Ipapo ndikubereke Nekuti zvizhinji zvinopiwa Vanhu mazuvano zvemhara Hazvitengeke (hazvitengeke) Hazvitengeke So ndingakutendawo nei? Mm, mm Hazvitengeke kudhura Zvavanani kuhura Kwatabva ndokure Tingadzokere mugunha Network ndoidzura Zvizhinji zvacho zvinombotivhura Asi zvakachipa zvichidhura Zvinodhura, aah Network ndoidzura Zvizhinji zvacho zvinombotivhura Asi zvakachipa zvichidhura Zvinodhura Ndichatoita Chidhumo naMasendeke Only kungo trya kuti zvese zvaunoda zvitengeke Ipapo ndikubereke Nekuti zvizhinji zvinopiwa vanhu mazuvano Zvamahara hazvitengeke (hazvitengeke) Hazvitengeke So ndingakutendawo nei? Mm, mm
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out