Lyrics

Khule AJ Four Ndakaita chibhambi chekukupa moyo wangu Ndakaita chitsaga chekuku-truster Ipapo ndopandakarasika (ndopandakarasika) Ndopandakafarisa (yeah) Ndakadhomoka pama-moves Ndakadhibha kubvunza boys repadhuze "Munhu bhoo here?" Zvimwe ndaisapinda nemoyo Ipapo ndopandakarasika (ya) Because ndaiona chiedza ndikakutarisa Rima ranga riri kure, everything was clear Handina kuziva uchazozvivharisa Mu-dish wazondigarisa Wakati ndisiye fodya ndakasiya (ndakasiya) Ukati ndisiye doro ndakasiya (ndakasiya) Ukandirambidza ku-linker ne-mafia (mafia) I always followed your rules (ya) Now yese yatakaita ya-history Ma-first days wanga uri sweet Now ndikakufonera wakundiudza shit Zvandaifunga kuti ndizvo hazvisi Ndakaita chibhambi chekukupa moyo wangu Ndakaita chitsaga chekuku-truster (ya) Ipapo ndopandakarasika (ndopandakarasika) Ndopandakafarisa Ndakadhomoka pama-moves Ndakadhibha kubvunza boys repadhuze "Munhu bhoo here?" Zvimwe ndaisapinda nemoyo Ipapo ndopandakarasika I blame myself ndini ndakaita nharo Yah, ndini ndakaita nharo pane zvinhu zvisingadi nharo Ndakamhanyisa nguva bvandakurumidza kunyura Kuzvitengera coffin Kuzvicherera ndega muguva (I like it)
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out