Lyrics

Hmm (I'm on the Beat, Jay) Four Pane pandosvikawo pane pandogumira Pane pandoshaya plan, pane pandogumirwa Ndine zvandovhika, ndine zvinondikurira Asi kazhinji kacho pfungwa dzinondifurira Ndozopedzisira ndakuita hunhu hwandisingade kuita Ndozopedzisira ndakusvika kwandisingade kusvika (kusvika) Ndozopedzisira ndakunwa apa ndisingade kunwa Make sure kuti every weekend handirare kumba Handisi perfect (yeah) Ndiri munhu wenyama ndinomboshaya patience Ndinomboita ma-wrong move ndozoona later kuti ndabhaiza Ndombo-mover too fast, ndozoona later kuti ndabaiwa, yah But handidzokorodze same mistake yandakaita Handitarise vanhu vanozongosvika pavano-switcher (pavano-switcher) Ende handi-revenge rough yandenge ndaitwa Ndotaurira Mwari ndovanoziva zvavachaita, yah Pane pandosvikawo, pane pandogumira Pane pandoshaya plan, pane pandogumirwa Ndine zvandovhika, ndine zvinondikurira Asi kazhinji kacho pfungwa ndodzinondifurira Ndozopedzisira ndakuita hunhu hwandisingade kuita Ndozopedzisira ndakusvika kwandisingade kusvika Ndozopedzisira ndakunwa, apa ndisingade kunwa Make sure kuti every weekend handirare kumba Ndingori ghetto youth rikutsvagawo pekubuda napo (puu, puu) Chandonamatira ndechekuti Mwari vandivhenekere Ndisarasike ndizive nzira yekufamba nayo Pandopinda muma-streets ndichingwavha madhiri ndichi-plus Ndizowana chekubuda nacho Ndasangana nezvakawanda, munhu ano-switcher paanenge ada Handisisina wando-truster (wandothemba naye) yah Handisisina wando-truster (wandothemba naye) yah Pane pandosvikawo pane pandogumira Pane pandoshaya plan Ndine zvandovhika ndine zvinondikurira Asi kazhinji kacho pfungwa ndodzinondifurira Ndozopedzisira ndakusvika kwandisingade kusvika Make sure kuti every weekend handirare kumba No Li-, No Li-, Limits
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out