Lyrics

Let go, 9ine, Di Don (aiwa kana I don't wanna let go) KSG Kamutambiro kauri kuita Song payatanga kurira, kamufariro kacho kawaita Kuita kunge urikutyoka chiuono (kutyoka, tyoka) Ndianiko akukoka kuno Haaa Slow whine Munda uyu ndodawo kuwukohwa ini Chiuno kuita sechiriku-drawer 9ine Hameno hako, mhamha vakakuona uri urikurohwa Chiuno chake kunge propeller Vasingagone huyai muzokopera Ndokumbirawo kukochekera Besu rako richiwombera Ndine skiri randiri kuda kuyedza Wakandigarira uchitenderedza Ndakakubata chete handimbokuregedza Kugwedebedza kudzamara kunze kwayedza (Kugwedebedza kudzamara kunze kwayedza) Kamutambiro kauri kuita Song payatanga kurira kamufariro kacho kawaita Kuita kunge urikutyoka chiuno (kutyoka, tyoka) Ndianiko akukoka kuno? Haaa, slow whine Munda uyu ndodawo kuhukohwa ini Chiuno kuita sechiriku-drawer 9ine Hameno hako mhamha vakakuona urikurohwa Haa Hoo Wakatakura zvinhu zvevanhu four Aiwa kana, I don't wanna let go Ndi-ndi, ndiwe uri kurira zvasvika kana next door Une mhere Saka babe kahunhu akaka kakabvepi? (Ungazviite here munana Daddy) Chivakashure chinozadza saga bag Mukaka babe, wakakabepi? Kamutambiro kauri kuita Song payatanga kurira kamufariro kacho kawaita Kuita kunge urikutyoka chiuno Ndianiko akukoka kuno? Haaa Slow whine Munda uyu ndodawo kuwukohwa ini Chiuno kuita sechiriku-drawer 9ine Hameno hako mhamha vakakuona urikurohwa Slow whine (kamutambiro) slow whine Chiuno kuita sechiri kudrawer (tyoka, tyoka) Slow whine
Writer(s): Mcdonald Sheldon Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out