Lyrics

Izwi ndorinzwa kumhepo Chiso ndochiona kuhope Nguva nenguva ndoshuva dai dzingori hope Amai fambai zvakanaka Dai zvaibvira ndaikumbira zuva rimwe Ndikuudzei zviri mumoyo mangu amai Dai zvaibvira ndaikumbira zuva rimwe Ndikuudzei zviri mumoyo mangu amai Zvese makandipa kuti ndikure Nhasi ndava kuzvionerawo ndega amai Mashoko enyu ndakachengeta amai Rwiyo ndoshuva tichiimba tose yeah Dai zvaibvira ndaikumbira zuva rimwe (zuva rimwe) Ndikuudzei zviri mumoyo mangu amai (amai) Dai zvaibvira (oh-h) ndaikumbira zuva rimwe (zuva rimwe) Ndikuudzei zviri mumoyo mangu amai (yeah yeah) Dai zvaibvira (uh, uh) ndaikumbira zuva rimwe (uh, uh) Ndikuudzei zviri mumoyo mangu (oh oh oh oh-h) amai Dai zvaibvira ndaikumbira zuva rimwe (kumbira zuva rimwe) Ndikuudzei zviri mumoyo mangu amai Mhamha, you left without saying goodbye I never got to tell you how much I'm grateful and thankful For the time l had with you I hope you knew how much l loved you And l hope you knew how much l appreciated everything you did for me All the love you shared, all the sacrifices I love you mom Dai zvaibvira ndaikumbira zuva rimwe Ndikuudzei zviri mumoyo mangu amai Dai zvaibvira ndaikumbira zuva rimwe Ndikuudzei zviri mumoyo mangu amai
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out