Lyrics

Usarase taririo Never, give up Mvumuliya mvumiliya Amai vangu vakanditaurira There shall be rainy days And cloudy days along the way Asi kana zvorema pfunga unamate Husiku hungareba asi ziva kuchaedza Jus' keep your head up (keep your head up) Don't beat yourself down (no no no) Kuchaedza Kuchaedza chete (keep your head up) Jus' keep your head up (keep your head up) Don't beat yourself down (no no no) Kuchaedza Kuchaedza chete (keep your head up) Zuva ringavire Asi kunoedza (mwanangu kani) Shaina iwe, shaina iwe Zuva ringavire Asi kunoedza (mwanangu kani) Shaina iwe, shaina iwe Baba wami nguni Anachuwa wugu Chipukuta misodzi Izvi ndezve nguva zvichapfura Usaoremoyo Shinga mangwana kuchanaka (woah woah) Mwari vakakusika winner saka hauzi loser Havangakusiye munzira rwendo uchasvika navo Jus' keep your head up (keep your head up) Don't beat yourself down Ziva kuchaedza Kuchaedza chete (no no no) Jus' keep your head up (oh oh oh) Dont beat yourself down Kuchaedza Kuchaedza chete Zuva ringa vire (runga vire) Asi kunoedza (kunoedza) Mwanangu kani Shaina iwe, shaina iwe Zuva ringa vire (ringa vire) Asi kunoedza (kunoedza) Shaina iwe, shaina iwe Ooh ooooh, ooh ooooh, ooh ooohh Aya aya aya Shaina mwanawe (times four) Shaina shaina Simudza mwenje (eh) lift your light up (eh) Simudza mwenje bam ba da ba da ba da (times two) Shaina shaina Simudza mwenje (eh) lift your light up (eh) Simudza mwenje (bam ba da ba da ba da) times four Shaina shaina shaina shaina shaina Simudza mwenje (eh) lift your light up (eh) Simudza mwenje (eh) (times two) Zuva ringa vire (ringa vire) Asu kunoedza (kunoedza) Mwanangu kani Shaina iwe (shaina iwe) Shaina iwe Zuva ringa vire (ringa vire) Asu kunoedza (kunoedza) Mwanangu kani Shaina iwe (shaina iwe) Shaina iwe Zuva ringa vire Asi kunoedza Shaina iwe (shaina) Shaina iwe (shaina) Zuva ringa vire (ringa vire) Asu kunoedza (kunoedza) Shaina iwe (shaina iwe) Shaina iwe (shaina iwe) Zuva ringa vire (ringa vire) Asu kunoedza (kunoedza) Shaina iwe (shaina iwe) Shaina iwe (shaina iwe) Zuva ringa vire Asi Kunoedza Shaina iwe Shaina iwe Zuva ringa vire Asu kunoedza Mwanangu kani Shaina iwe Shaina iwe
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out