Lyrics

Muchakura rinhiko Pamuchaguma kucheuka miridzo Achanamata ndiani Kana ndaenda muchamira naniko Ndaireva Muchakura rinhiko Pamuchaguma kucheuka miridzo Ndaireva Achanamata ndiani Kana ndaenda muchamira naniko Ndaireva ndaimboreva Kura mwanangu uve gweta Sevamwe Ndaireva ndaimboreva Kura mwanangu uve chiremba Ndidadewo Vanakomana ndinavo Ava marombe enzira Vanasikana ndinavo Vombeya vozeya Chamakabata chamakasimudza Chandichadada nacho chii Zvandave hari yofanzirofa Ndaringa kumadokero Vamwe voti dzirere Dzirerewo dzichakurera wo Dzirere pwere dzirere Dzirerewo dzichakurera wo Dzirere pwere dzirere Dzirere kani dzichakurera Dzirere pwere dzirere Dzirerewo dzichakurera wo Vana vevamwe vakagarika vakayambuka inga wani Dzirere pwere dzirere Dzirerewo dzichakurerawo Vana vevamwe vakasimuka vakayambuka inga wani Muchingoti dzirere pwere dzirere Dzirerewo dzichakurerawo Chikurukuru kuziva Nepekushandisa mukana Chikurukuru kuzova Nechako chimwe chakaringana Uchamira wega wogara waratidza wakura Wotomira segamba Usagudugudza mukapinda munzira Mwanangu chitobata rako jana Makangwarire kuzambire mushana kunge kutumwa Kana riri jambwa muyereswe kana riri jambwa Makangwarire kuzambire mushana kunge kutumwa Kana riri jambwa muyereswe kana riri jambwa Makangwarire kuzambire mushana kunge kutumwa Kana riri jambwa muyereswe kana riri jambwa Makangwarire kuzambire mushana kunge kutumwa Kana riri jambwa muyereswe kana riri jambwa Muchakura rinhiko Pamuchaguma kucheuka miridzo Achanamata ndiani Kana ndaenda muchamira naniko Naniko Muchakura rinhiko Ndirinhiko Pamuchaguma kucheuka miridzo Haiwa ndirinhiko Achanamata ndiani Ha ndianiko Kana ndaenda muchamira naniko Vana vevamwe vakayambuka vakagarika inga wani Vana vevamwe vakasimuka vakayambuka inga wani Muchingoti dzirere pwere dzirere Dzirerewo dzichakurerawo Dzirere pwere dzirere Dzirerewo dzichakurerawo Dzirere pwere dzirere Dzirere kani Dzichakurerawo Dzirere pwere dzirere dzirerewo dzichakurerawo Vana vevamwe vakagarika vakayambuka inga wani Dzirere pwere dzirere Dzirerewo dzichakurerawo Vana vevamwe vakasimuka vakayambuka inga wani Muchingoti Dzirere pwere dzirere Dzirerewo dzichakurerawo Makangwarire kuzambire mushana kunge kutumwa Kana riri jambwa muyereswe kana riri jambwa Makangwarire kuzambire mushana kunge kutumwa Kana riri jambwa muyereswe kana riri jambwa
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out