Lyrics

(no handibvume nyangwe ndikawana mumwe ndiwe chete wandakada no handibvume) unondibata zvemufirimu ehe ndakambodiwa asi uri different baby usasiyane neni coz love yako inondi lighter kunge cigarrette baby hkd baby unondibata zvemufirimu dai ndiri kombi uridriver magear uchindichinja usipo dendisiri munhu cashlips murudo ndimo mandakanyura unondibata zvemufirimu temperature yangu inoriser mazviita mamasita munoita ndipinde mood silence murudo ndimo mandakanyura paunondibata ruoko uchiti daddy doctor zveshuwa ndofeelawo sadaddy say one a no if, a no but, a no maybe relationship yedu ngaiende mberi chinondifadza ndechekuti ndakakupihwa naMwari hauna kubvira wandidira mbiri kana mari mumoyo mangu uripamberi wakaleader kare saka nyemwerera kana ndaridza gitare unondidhaka pasina chandaputa mukati memoyo mangu haufe wakabuda saka vaudze feya kana vanokubvunza kuti ndovangu dhokota handimbovabuka zvimwe ndezvimwe mbira dzakondo wakandisunga anongokutora mumoyo akandijunga kuita musungwa wako werudo ndakabvuma pauri ndopazvinotanga ndopazvinoguma 1st verse (no handibvume nyangwe ndikawana mumwe ndiwe chete wandakada no handibvume)3
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out