Lyrics

Hallo? Hallo? Hallo? Oskid Production Kupinda murudo dzangova nharo Vachandibvunza kuti koo sei ndadaro? Hakasi kekutanga hakasi kekupedzisira futii Kugara ndichibaiwa moyo Moyo wangu unobatikana Ndinoda kumbodiwa zvekupengesana Hatidi futi zvekuzorambana todedza vatete tomboonesana Dzimwe nguva unodiwa (unodiwa) Mangwana acho fume wotosiwa (wotosiiwa iwe) Mandiramba maimwana Nhai Mwari Ngausandidaro mujolo Ngausanditemesa musoro Kuda kundipinza mutorongo Aiwa handina zororo Ngausandidaro mujolo Ngausanditemesa musoro Kuda kundipinza mutorongo Aiwa handina zororo Pandinenge ndichitoti ndamuwana wangu Zvimwe haashaye chaanovenga pandiri Woti ijambwa here zvimwe munyama Kupedzisira woti zvimwe ndakatukwa I am trying to believe what you've done to me Ndiri kuda kuzvirega, handichada kuzviita Zvekugara ndichichemedzwa nemumwe munhu Ndopaunozoziva kuti nyaya yerudo inombopisa iyi Wabatwa neruchiva, ndipo paunozosiiwa Ngausandidaro mujolo Ngausanditemesa musoro Kuda kundipinza mutorongo Aiwa handina zororo Ngausandidaro mujolo Ngausanditemesa musoro Kuda kundipinza mutorongo Aiwa handina zororo Zvimwe wakajaira kutamba Kutamba nemoyo wevanhu wongofamba Moyo une zvaunoda, une munhu waunoda Ndozviziva, ndozvinzwisisa Baby usatambe nemoyo so Chingoitawo kuti inini ndi-feele bho Usandibate zviri rough Ndibate zviri slow, slow, slow, slow Chinonetsa moyo unoda anoutamba pada Iyeye anogara asingadaire phone Asingatombokutiwo, 'Waswera seiko?' Nhai Mwari Ngausandidaro mujolo Ngausanditemesa musoro Kuda kundipinza mutorongo Aiwa handina zororo Ngausandidaro mujolo Ngausanditemesa musoro Kuda kundipinza mutorongo Aiwa handina zororo
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out