Lyrics

BodySlam Records Oh-oh-oh Kodaz, oh-oh-oh Ayanaya for real Hot Property, iwe PTK, oh-oh-oh Ayanaya (oh-oh-oh) for real (oh-oh-oh) Hot property, nyatsocheka Maisafanira kundirega ndichiperera paari Kana maiziva kuti aizondisiya zvakadai, oh Maifanira kundipeputsa kuti ndione Kuti ndiye Dherira uya wekunyengera Samson, oh Maisafanira kundirega ndichiperera paari Kana maiziva kuti aizondisiya zvakadai, oh Maifanira kundipeputsa kuti ndione Kuti ndiye Dherira uya wekunyengera Samson, oh Aitova nechinangwa chekuda kundiparadza Chekuda kusiya andisakadza Ndochema ndoshaya anondinyaradza, oh Chaaingoda kundichemedza, hameno why Kundiramba pakutanga zvanga zviri nani Asi zvese zvaaingoda ndaimupa wani Maisafanira kundirega ndichiperera paari Kana maiziva kuti aizondisiya zvakadai, oh Maifanira kundipeputsa kuti ndione Kuti ndiye Dherira uya wekunyengera Samson, oh Maisafanira kundirega ndichiperera paari Kana maiziva kuti aizondisiya zvakadai, oh Maifanira kundipeputsa kuti ndione Kuti ndiye Dherira uya wekunyengera Samson, oh Aindinyepera kuti kumba kwavo ndini mukwasha Apa ndanga ndiri time-pusher, achindiitisa zvinhu zvisina basa Murudo ndini ndega ndaipaikira Kutopedza nguva yangu ndichitaimira Kutoronga ramangwana ndichishingira Maisafanira kundirega ndichiperera paari Kana maiziva kuti aizondisiya zvakadai, oh Maifanira kundipeputsa kuti ndione Kuti ndiye Dherira uya wekunyengera Samson, oh Maisafanira kundirega ndichiperera paari Kana maiziva kuti aizondisiya zvakadai, oh Maifanira kundipeputsa kuti ndione Kuti ndiye Dherira uya wekunyengera Samson, oh Aitova nechinangwa chekuda kundiparadza Chekuda kusiya andisakadza Ndochema ndoshaya anondinyaradza, oh Chaaingoda kundichemedza, hameno why Kundiramba pakutanga zvanga zviri nani Asi zvese zvaaingoda ndaimupa wani Maisafanira kundirega ndichiperera paari Kana maiziva kuti aizondisiya zvakadai, oh Maifanira kundipeputsa kuti ndione Kuti ndiye Dherira uya wekunyengera Samson, oh Maisafanira kundirega ndichiperera paari Kana maiziva kuti aizondisiya zvakadai, oh Maifanira kundipeputsa kuti ndione Kuti ndiye Dherira uya wekunyengera Samson, oh Aindinyepera kuti kumba kwavo ndini mukwasha Apa ndanga ndiri time pusher, achindiitisa zvinhu zvisina basa Murudo ndini ndega ndaipaikira Kutopedza nguva yangu ndichitaimira Kutoronga ramangwana ndichishingira Maisafanira kundirega ndichiperera paari Kana maiziva kuti aizondisiya zvakadai, oh Maifanira kundipeputsa kuti ndione Kuti ndiye Dherira uya wekunyengera Samson, oh Maisafanira kundirega ndichiperera paari Kana maiziva kuti aizondisiya zvakadai, oh Maifanira kundipeputsa kuti ndione Kuti ndiye Dherira uya wekunyengera Samson, oh
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out