Credits

PERFORMING ARTISTS
Killer T
Killer T
Performer
COMPOSITION & LYRICS
Kelvin Kusikwenyu
Kelvin Kusikwenyu
Lyrics
PRODUCTION & ENGINEERING
Oskid
Oskid
Producer

Lyrics

Killer T, Anaya 4 Nyatsocheka, Oskid Production Hot Property Ndakatombotanga ndichitaura chokwadi ini Kunyepa ndaitotya, ndaitova mutendeki ini Asi irwo rudo rwaitoda kundipandutsa ini Kutonzi ndokuda, ndaitoona seucharoora ini Zvakazongooma, aoneswa zvakadarika ini Kana kuvanhu vese, aivaudza akarambana neni Zvandakaona zvawanda (hakete) Miyedzo yacho yawanda (hakete) Kuti nditadzire Mwari inini (hakete) Ini handitadzire Mwari (hakete) Zvandakaona zvawanda (hakete) Miyedzo yacho yawanda (hakete) Kuti nditadzire Mwari inini (hakete) Ini handitadzire Mwari (hakete) Patakatanga tanga kudanana paye, pasina chandaiziva Moyo wangu ini nezvese zvangu, zvaingoda iwewe Pandakachema chema ndandzwa shoko, zvichinzi wava nemunwe Moyo wangu inini wakauponda ndisingambozvifungiri Stress yacho yanga yakandigara, ichitoda kuti ndife Shamwari dzangu dzakati inwa doro ndokuti ukanganwe Dzakanditora dzoenda neni kubhawa, zvanzi tokupa mumwe Asi inini wacho zvandaifeeler, ndainge ndisiri ini Zvandakaona zvawanda (hakete) Miyedzo yacho yawanda (hakete) Kuti nditadzire Mwari inini (hakete) Ini handitadzire Mwari (hakete) Zvandakaona zvawanda (hakete) Miyedzo yacho yawanda (hakete) Kuti nditadzire Mwari inini (hakete) Ini handitadzire Mwari (hakete) Shungu dzangu inini Shungu dzangu, ndaida kukutora kuti ndigozoroora Chido chemoyo wakandisiya pamhene Ndanga ndakatarisira kuti uchava wangu Kana dai waiziva kuti uchandidaro Usina kundibvuma, kana paya pandakakupfimba Kundiita spare ndichiti vatova wangu Kana hunhu wangu ndiwe wakandidaro Zvandakaona zvawanda (hakete) Miyedzo yacho yawanda (hakete) Kuti nditadzire Mwari inini (hakete) Ini handitadzire Mwari (hakete) Zvandakaona zvawanda (hakete) Miyedzo yacho yawanda (hakete) Kuti nditadzire Mwari inini (hakete) Ini handitadzire Mwari (hakete) Zvandakaona zvawanda (hakete) Miyedzo yacho yawanda (hakete) Kuti nditadzire Mwari inini (hakete) Ini handitadzire Mwari (hakete) Zvandakaona zvawanda (hakete) Miyedzo yacho yawanda (hakete) Kuti nditadzire Mwari inini (hakete) Ini handitadzire Mwari (hakete) (Hakete, hakete, hakete, hakete) (Hakete, hakete, hakete, hakete)
Lyrics powered by www.musixmatch.com
Get up to 2 months free of Apple Music
instagramSharePathic_arrow_out