Lyrics

Uuuh uuh ummmmm Masello pabhitsa Chandoda uzive, usatambe nemoyo weumwe Ukandiudza kuti unondida, zvese ndinozvitorawo nemoyo wese Ukandiudza kuti unondida, zvese ndinozvitorawo nemoyo wese Paunozotanga kundinyepera, zvese ndinozvitorawo nemoyo wese Paunozotanga kundinyepera, zvese ndinozvitorawo nemoyo wese Patakatanga kudanana Wakandiudza darlie kuti ndichava wako, iwe uchava wangu Nguva dzichifamba, rudo rwuchifamba Tisafe tapesana nezvinodzimba moyo Chinorwadziwa kunyeperwa Unenge waudza vanhu kuti ndatove newangu wekutamba naye Manje zvikazopera ndapinda nemoyo ndiwe usadaro Ukandiudza kuti unondida, zvese ndinozvitorawo nemoyo wese Ukandiudza kuti unondida, zvese ndinozvitorawo nemoyo wese Paunozotanga kundinyepera, zvese ndinozvitorawo nemoyo wese Paunozotanga kundinyepera, zvese ndinozvitorawo nemoyo wese Kundichemedza mudiwa unombozama Ndinoda kudiwawo, sevamwe Handina chendinomboda ini Chandoda kudiwawo, sevamwe Kana tikatadzirana hatidi kuzorambana Ndinoda kuva newe iwe iwe iwe iwe Saka usandinyepere, handikunyeperi Murudo rwedu umu tiri pamwe Ukandiudza kuti unondida, zvese ndinozvitorawo nemoyo wese Ukandiudza kuti unondida, zvese ndinozvitorawo nemoyo wese Paunozotanga kundinyepera, zvese ndinozvitorawo nemoyo wese Paunozotanga kundinyepera, zvese ndinozvitorawo nemoyo wese Chandoda uzive, usatambe nemoyo wemumwe Patakatanga kudanana Wakandiudza darlie kuti ndichava wako iwe uchava wangu Nguva dzichifamba rudo rwuchifamba Tisafe tapesana nezvinodzimba moyo Chinorwadzira kunyeperwa Unenge waudza vanhu kuti ndatove newangu wekutamba naye Manje zvikazopera ndapinda nemoyo ndiwe usadaro Ukandiudza kuti unondida, zvese ndinozvitorawo nemoyo wese Ukandiudza kuti unondida, zvese ndinozvitorawo nemoyo wese Paunozotanga kundinyepera, zvese ndinozvitorawo nemoyo wese Paunozotanga kundinyepera, zvese ndinozvitorawo nemoyo wese Ah masello pabhitsa
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out