Lyrics

Baba (its Cashlips) Mukuru, mukuru, baba Hameno kana muchionawo zvandinoonawo Maindipa mukana mushoma ndimbotaura navo Zvokuraura inini zvonondiremera, handidi Moyo wangu ini wakanyorovera Mai vangu vaRozvi vakapera (baba) Ndavaudza kuti tinoripinda denga (baba) Asi ndangoti tidzidziseiwo rudo (baba) Nekuti rudo ndirwo rwatisina (baba) Mai vangu vaRozvi vakapera (baba) Ndavaudza kuti tinoripinda denga (baba) Asi ndangoti tidzidziseiwo rudo (baba) Nekuti rudo ndirwo rwatisina (baba) Kana zvarema muchandiona ndafugama Tinoenda kure kana mukabvuma ndararama Vano venga muchavaonesa vacha udzana Ndavaudza kuti tikawirirana zvavharana Zvenyika ino tese tirikutonyora zama Tinoda moyo une rudo tese toyanana Asi tapotamuzonawo pandozama Tinoda moyo une rudo tose torarama Mai vangu vaRozvi vakapera (baba) Ndavaudza kuti tinoripinda denga (baba) Asi ndangoti tidzidziseiwo rudo (baba) Nekuti rudo ndirwo rwatisina (baba) Mai vangu vaRozvi vakapera (baba) Ndavaudza kuti tinoripinda denga (baba) Asi ndangoti tidzidziseiwo rudo (baba) Nekuti rudo ndirwo rwatisina (baba) Ndinoda muzonditura mutoro worema Handidi kuzovanzwa vochema-chema Vanofamba nezvi remwa-remwa Tinoda rudo nehosa wedenga Tinoda mugotipa makomborero Ndimi ziso rekwesa kwandoenda Mukuru wemasimba anopa tarenda Tonoda rudo pano ruvengo taneta Mai vangu vaRozvi vakapera (baba) Ndavaudza kuti tinoripinda denga (baba) Asi ndangoti ndidzidziseiwo rudo (baba) Nekuti rudo ndirwo rwatisina (baba) Mai vangu vaRozvi vakapera (baba) Ndavaudza kuti tinoripinda denga (baba) Asi ndangoti tidzidziseiwo rudo (baba) Nekuti rudo ndirwo rwatisina (baba) Kana zvarema muchandiona inini ndofugama Ndoenda kure kana mukabvuma ndararama Vanongovenga muchavaonesa vachaudzana Ndavaudza kuti tikawirirana zvavharana Zvenyika ino tese tiri kutonyora zama Ndinoda moyo une rudo tese torarama Asi ndapota muzondionawo pandozama Ndinoda moyo unerudo tese torarama Mai vangu vaRozvi vakapera (baba) Ndavaudza kuti tinoripinda denga (baba) Asi ndangoti tidzidziseiwo rudo (baba) Nekuti rudo ndirwo rwatisina (baba) Mai vangu vaRozvi vakapera (baba) Ndavaudza kuti tinoripinda denga (baba) Asi ndangoti tidzidziseiwo rudo (baba) Nekuti rudo ndirwo rwatisina (baba)
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out