Lyrics

Bodyslam Records Chiba-! Television ting High definition Pamwe pacho tenge tichiti takura Vanin'ina vedu tavavhura Shamisika vaita futi mashura Vatanga kutaura-taura Muground vese ndavawaura Vazviona kuti ah-h ndinovasandura Vatanga kuda kunondipinduka Vazviona chibaba ndakanoshanduka Ndaiti ndachibaba, handichaite zvinhu zvezvivana Nekuti ini handina wandotya but ndoda kuvaudza chokwadi Ndati vada kudisser vatangisa ma1 shiti Handina nguva naSatan Mangoma angu ndochinja kunge fashion Vaudze ndosiya ndakuita nyowani Ukada kudisser watangisa ma1 Vaudze handisi kuterera Satani Nekuti ngoma ndochinja sefashion Chiba-ba-ba-ba-ba-ba Ndavaudza ndikati ndachimudhara, munhu mukuru Ndaingoti ndiri chigunduru Vaudze kuti chibaba chibhuru chine huturu Ndakadya nduru handisisina nguva nda- nda- Nguva yekutamba nezvivana Nekuti pamwe ndavapa mukana Ndakabva ndavaita vasikana Vakuda kujuta neko vatanga kuita chimboko Vaudze kuti ndauya ikoko panomuka smoko Chiba-ba-ba Makuda kudisser matotangisa ma1 Eh, handina nguva yekuterera Satan Chibaba, mangoma ndochinja kunge fashion Vaudze ndomuita nyowani Wada kudisser uchatangisa ma1 Chibaba chenyu, ndavaudza feya Handina nguva naSatan Vaudze ndane nguva yekuda kugadzirisa mamistake Ivo neni vakuda futi take-take Ndatokuona hameno ikoko Muri mboko tongai ikoko, itai ikoko Handina shamwari ndine vandinozivana navo Vandinoonesana navo Vandinonzwanana navo Usafunge ndinotsvaga vekutamba navo Mazuvano tinodealer saka uchiona takachiller Ukarwara huya tinoku healer Ndopandoona chibaba ndokupedzera Watotangisa ma1 Handisisina kana nguva naSatan Hona ndochinja ngoma sefashion Vaudze chibaba cha- Ndovapedzera Musatangise ma1 muchida kundidisser Ndokumisa, ndokupisa Ndopaunoona ndokuveza Unoda kuti ndisiye ndakugezesa Zvatanga here? Wakanganwa Chibaba ndururani yaani Ndini chibabababa, zvivana-na-na-na-na Tangisa ma1 Handisisina yekuterera Satan Handina, ndakudawo zvinyowani Kana wandiona tanga wambondibvisira ngowani Ita, "Chibaba makadini?" "Ndini zvivana, tinodini?" Kana ndikabata mupinyi Inini ndinoenda newin Musade kuti, "Sauro! Sauro!" Kana ndichinge ndaita gauro Hamunga nditengese tauro But handisi wechimero Ndenge ndakadzikama, kuzvininipisa Ndosiya ndavachipisa Inini ndovaitisa, zvivana zvangu ndozvidhijisa ma1 Handisisina nguva yekuterera zvivana zvasatan Ngoma ndochinja kunge fashion Different futi zvimapatani Talk of the town Musombodhiya Hameno ikoko (ikoko) Chiba- Television ting (television ting)
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out