Lyrics

Otiuri wrong pawatadza ndini ndobva ndati am so sorry Whats goin on kana pasisina ndiudze kuti this is end of story Waisinditi my King, paye paye pandakaku pfekedza engagement ring ukandikisa ukandisimbisa kuti dai urishiri wandiisa muma wing Now kana usisade nezvangu kukunyengerera ndatadza inini I dont care Zvinhu zvayindinetsa kungogamuchira But ikozvino ndati ngayi dambuke chai Ndaisimbo rohwa nehana kana tikanetsana but ikozvino i do swear You better go you fambe bhoo Pachiactor haisi defeat idraw Handichade heart break again ndosakandaita move on (move on), kusimbisana no pain no gain kubuda mazviri kungorova uturn Dai uri Jesu ndichikunamata nemoyo murefu ndoitase ndirikusasa rough but chimbomira ndimbo turabefu Nekuti wandiri hausi shefu ndomboridza pito nhasi ndini ref asi chirikundinetsa nguva ndaka waster usazoti dai ndakaziva haitungamire nekuti Kana usisade nezvangu kukunyengerera ndatadza inini I dont care Zvinhu zvayindinetsa kungogamuchira But ikozvino ndati ngayi dambuke chai Ndaisimbo rohwa nehana kana tikanetsana but ikozvino i do swear You better go you fambe bhoo Pachiactor haisi defeat idraw Unombotanga uchanyengerera asi pane paunogumira ndaneta kurumwa newe uchifuridzira pasina chandakakutadzira no no Oooooh handichade zvemumwe munhu munhu munhu Wandiita kuti ndisa beliver murudo So you better go Now kana usisade nezvangu kukunyengerera ndatadza inini I dont care Zvinhu zvayindinetsa kungogamuchira But ikozvino ndati ngayi dambuke chain Ndaisimbo rohwa nehana kana tikanetsana but ikozvino i do swear You better go you fambe bhoo Pachiactor haisi defeat idraw Kana usisade nezvangu kukunyengerera ndatadza inini I dont care Zvinhu zvayindinetsa kungogamuchira But ikozvino ndati ngayi dambuke chain Ndaisimbo rohwa nehana kana tikanetsana but ikozvino i do swear You better go you fambe bhoo Pachiactor haisi defeat idraw
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out