Lyrics

Kwatabva kurefu hapachina chekutya apa Kwatabva kurefu hapachina chekutya apa Vazhinji vazhinji vazhinji muriko here ukooooooo Zvingarwadza, Zvingarema Ndiho Upenyu Asi Jehovha ndinokutendai neChipo Cheupenyu Zviuya zviri Mberi ukooo Kana ndiriseni kwandabva kurefu Chasara kungoti chauya chauya chauya chauyaaaaaa! Ndakakambaira muhupenyu Ndikasimuka Ndikamira Ndikadhanaira Ndikafamba Ndikamhanya Ndikazvambuka zvaipisa Tsitsi Asi handina kuperererwa netariro, chikuru hupenyu Tinotangira pasi pasi pasi pasi pasi pasi Toita Shungu,Totsvaga Zivo Toshanda nesimba Zvinoita cheteee zviuya zvirimberi ukoooo Tinotangira pasi pasi pasi pasi pasi pasi Toita Shungu,Totsvaga Zivo Toshanda nesimba Zvinoita cheteee zviuya zvirimberi ukoooo Kumwe kushinga uku kwaisava kwangu kwete kanhi Asi nzara nenhamo ndimashingise Kashandiro aka kaisava kangu kwete kanhi Asi nzara nenhamo ndimashingise Kanamatiro aka kaisava kangu kwete kwete Vaakaita zvenyu makandishungurudza Kanamatiro aka kaisava kangu kwete kwete Makaita zvenyu makandishungurudza Tiyambirane vadikanii Teresesai kudenga kunamwari uku Tiyambirane vadikanii Teresesai kudenga kunamwari uku Ende mwari ava ndevemunhu wese Dairai tenzi dairai, dairai baba dairai Dairai Jehova dairai, dairai baba dairai Dairai tenzi dairai, dairai baba dairai Dairai Jehova dairai, dairai baba dairai
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out