Lyrics

Ngatigadzire nhaka yevana vedu Isu tichiumba nhaka yevana nhasi Ngatigadzire nhaka yevana vedu Isu tichiumba nhaka yevana nhasi Ngatigadzire nhaka yevana vedu Isu tichiumba nhaka yevana nhasi Ngatigadzire nhaka yevana vedu Isu tichiumba nhaka yevana nhasi Muberekwa hangachengeteri nhaka vaya vakamubereka Nyakutumbura hangaumbe nhaka yavana vake Iye hangagadzire nhaka yamapwere zvino SaJobho wakagadzire nhaka yavana vake Jobho wakagadzire nhaka yavana vake Wakaumba nhaka yavana gumi Vakunda vakawaniswe nhaka pamwe nehazvadzi dzavo Vanakomana zvavo, vanasikana zvavo Vanakomana zvavo, vanasikana zvavo izvi Dhavhidhi wakagadzira nhaka kupa Soromoni Iye wakapiwa nhaka yekuvaka imba yaShe Woti ndakazvikonewa asi iwewe uchazvigona Ndakazvitadza zvangu asi iwe uchazvigona Zvatinokonewa isusu vana vedu vachatigonera ava Zvatinotadza vana vedu vachatiitira Isu takawanirwa nhaka ino yeivhangeri Takawaniswa nhaka yeshoko raShe Nokutenda vachasiye nhaka hona yoruwadzano Mbengo dzichasiye nhaka hona yoruvengo Nhubu dzotitsvakire nhaka yenyonganiso Ngatigadzire nhaka yevana vedu Isu tichiumba nhaka yevana nhasi Ngatigadzire nhaka yevana vedu Isu tichiumba nhaka yevana nhasi Maberekwa hangachengeteri nhaka vaya vakamubereka Nyakutumbura hangaumbe nhaka yavana vake Iye hangagadzire nhaka yamapwere zvino SaJobho wakagadzire nhaka yavana vake Jobho wakagadzire nhaka yavana vake Wakaumba nhaka yavana gumi Vakunda vakawaniswe nhaka pamwe nehazvadzi dzavo Vanakomana zvavo, vanasikana zvavo Vanakomana zvavo, vanasikana zvavo izvi Dhavhidhi wakagadzira nhaka kupa Soromoni Iye wakapiwa nhaka yekuvaka imba yaShe Woti ndakazvikonewa asi iwewe uchazvigona Ndakazvitadza zvangu asi iwe uchazvigona Zvatinokonewa isusu vana vedu vachatigonera ava Zvatinotadza vana vedu vachatiitira Isu takawanirwa nhaka ino yeivhangeri Takawaniswa nhaka yeshoko raShe Nokutenda vachasiye nhaka hona yoruwadzano Mbengo dzichasiye nhaka hona yoruvengo Nhubu dzotitsvakire nhaka yenyonganiso Ngatigadzire nhaka yevana vedu Isu tichiumba nhaka yevana nhasi Ngatigadzire nhaka yevana vedu Isu tichiumba nhaka yevana nhasi Ngatigadzire nhaka yevana vedu Isu tichiumba nhaka yevana nhasi Ngatigadzire nhaka yevana vedu Isu tichiumba nhaka yevana nhasi
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out