Lyrics

Zviri nane ndiende Nhaiwe Mhere Jah Signal Hama dzangu munoda kuti ndiite sei? Kana mukati famba ndinofamba wani Asi mukati mira ndinomira sei Nokuti ndikangomira munotsinga ndare Zviri nani ndiende (famba) Zviri nani ndiende (famba) Zviri nani ndiende (famba) Zviri nani ndiende (famba) Zviri nani ndiende Nyangwe vakakutuka Vakakushoropodza iwe usagumbuka (iwe usagumbuka) Nyangwe vakakutaura taura vakakuronda tsimba iwe usagumbuka (iwe usagumbuka) Nekuti mango inokandirwa dombo inenge yaibva inenge yaibva Nekuti mango inokandirwa dombo inenge yaibva inenge yaibva Nekuti mango inokandirwa dombo inenge yaibva inenge yaibva Nekuti mango inokandirwa dombo inenge yaibva inenge yaibva Muvengi akushore chimiro, usamupindure waamai unenge waibvaka Nyangwe vakandishora chimiro, manje inini Mhere ndinongomodella Vavengi vakauya vakawanda, usavapindure waamai unenge waibvaka Vanofona vakawanda, manje ndinodavira navo tobhigana Vavengi vangu Haa unenge waibva Swa (unenge waibva) Mhere unenge waibva (unenge waibva) Haa unenge waibva Swa (unenge waibva) Mhere unenge waibva (unenge waibva) Nekuti mango inokandirwa dombo inenge yaibva inenge yaibva Nekuti mango inokandirwa dombo inenge yaibva inenge yaibva Nekuti mango inokandirwa dombo inenge yaibva inenge yaibva Nekuti mango inokandirwa dombo inenge yaibva inenge yaibva Hama dzangu munoda kuti ndiite sei? Kana mukati famba ndinofamba wani Asi mukati mira ndinomira sei Nokuti ndikangomira munotsinga ndare Zviri nani ndiende (famba) Zviri nani ndiende (famba) Zviri nani ndiende (famba) Zviri nani ndiende (famba) Zviri nani ndiende Nyangwe vakakutuka Vakakushoropodza iwe usagumbuka (iwe usagumbuka) Nyangwe vakakutaura taura vakakuronda tsimba iwe usagumbuka (iwe usagumbuka) Nekuti mango inokandirwa dombo inenge yaibva inenge yaibva Nekuti mango inokandirwa dombo inenge yaibva inenge yaibva Nekuti mango inokandirwa dombo inenge yaibva inenge yaibva Nekuti mango inokandirwa dombo inenge yaibva inenge yaibva Mango inokandirwa dombo inenge yaibva vakomana, inenge yaibva Mango inokandirwa dombo inenge yaibva vasikana, inenge yaibva Zviri nane ndiende Zviri nane ndiende Zviri nane ndiende Zviri nane ndiende
Writer(s): Jordan Link Mangwiro, Nicodimus Mutize Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out