Lyrics

Munda ukasabereka kudya Mbeu ikasatungira ruva Mombe dzikashaikwa mumatanga Mbudzi dzikapera Makwai aparara Nyangwe zvakadaro ndichafara Kwazvo Ndichava nemufaro munaMwari Mufaro waShe wedu Ndiro simba redu zvakadaro tichangofara Mufaro waShe wedu Ndiro simba redu zvakadaro tichangofara (zvakadaro) Munda ukasabereka kudya Mbeu ikasatungira ruva Mombe dzikashaikwa mumatanga Mbudzi dzikapera Makwai aparara Nyangwe zvakadaro ndichafara chete (ndichangofara, zvakadaro) Fara zvakadaro ndati Fara (Ndiro simba redu)
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out