Lyrics

The oskid Dj tamuka, tafadzwa fambisa mota Shamwari yangu tenga doro hiwe Haaaa sahwira handisati ndadhakiwa kubasa toenda mangwana Shamwari yangu tenga doro hiwe Haaaa sahwira handisati ndadhakiwa kubasa toenda mangwana Shamwari yangu tenga doro hiwe Haaaa sahwira handisati ndadhakiwa kubasa toenda mangwana Shamwari yangu tenga doro hiwe Haaaa sahwira handisati ndadhakiwa kubasa toenda mangwana Shamwari yangu tenga doro hiwe Sahwira handisati ndadhakiwa Shamwari yangu tenga doro hiwe Haaaa sahwira handisati ndadhakiwa Hazvina basa ndere mhando ipi Haaaa sahwira handisati ndadhakiwa kubasa toenda mangwana Hazvina basa ndere mhando ipi Haaaa sahwira handisati ndadhakiwa kubasa toenda mangwana Haaaa sahwira handisati ndadhakiwa kubasa toenda mangwana Haaaa sahwira handisati ndadhakiwa kubasa toenda mangwana Gidza iwe tenga doro Haaaa sahwira handisati ndadhakiwa kubasa toenda mangwana Dhafu madzate tenga doro Haaaa sahwira handisati ndadhakiwa kubasa toenda mangwana Zivanai ziva zvekuita iwe Haaaa sahwira handisati ndadhakiwa kubasa toenda mangwana Memo tenga doro Haaaa sahwira handisati ndadhakiwa kubasa toenda mangwana Ndikasadhakwa handimbodzoka iwe iwe (oskid production)
Writer(s): Jordan Link Mangwiro, Prince Tapfuma Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out