Lyrics

NdiKudzanai, pana Stallion Oskid Production (Gangster Corner) Chakukandwa chiraa (Oskid) Apa cup yacho haina mubato Ine tsito cup ichangobva pamoto Haunyare kuda kunyadzisa ghetto Hona cup yacho ndeyesimbi hauzi ngwambi nhai Urikutsvireiko tea kana isina sugar Chidhabhurawo wega haina sugar Hupenyu ijunga Pakuda chi-Mafia hapadi chitsaga-tsaga Ukurikutsvireiko tea kana isina sugar Chidhabhurawo wega haina sugar Hupenyu ijunga Pakuda chi-Mafia hapadi chitsaga-tsaga Kana zvisiri kubhadhara siya Aiwa kanda uko deleter clear Famba iwe mhani, iwe vhiya Nxaaa iwe hauzi tsaga usazodhibha iya, iya Panongoda kunzi haa, maya bhoo Kubhongedzera ku-win kuti bhoo Kutaura kuno ngoma iri ranzi bhoo Hanzi raita senge pfuti painorira kuti bhoo Urikutsvireiko tea kana isina sugar Chidhabhurawo wega haina sugar Hupenyu ijunga Pakuda chi-Mafia hapadi chitsaga-tsaga Urikutsvireiko tea kana isina sugar Chidhabhurawo wega haina sugar Hupenyu ijunga Pakuda chi-Mafia Oi, ndiwe unobhadhara rent Unotenga hupfu, madhirezi nema- Hausi kupihwa kana hug zvayo mapapiro Wakanzi mangwana nhasi wakunzi mangwana Une nharo urikushandiswa madiro Ahanzvadzi zvamurikufudzwa kunge mbudzi Munhu wenyu arikuzviti mbinga Haana chaanotenga, chake kungotsenga Ndiwe urikushingirira ndiwe urikupenga Urikutsvireiko tea kana isina sugar Chidhabhurawo wega haina sugar Hupenyu ijunga Pakuda chi-Mafia hapadi chitsaga-tsaga Urikutsvireiko tea kana isina sugar Chidhabhurawo wega haina sugar Hupenyu ijunga Pakuda chi-Mafia Saka fanika ndisati ndapapinda ndokoshesa benefit Kune vese varikuhodha koshesa mapirofiti Kune varikutswinya dombo ndoti horaiti Answer yacho ichazobuda kana wapindamo Apa cup yacho haina mubato Ine tsito cup ichangobva pamoto Haunyare kuda kunyadzisa ghetto Hona cup yacho ndeyesimbi hauzi ngwade Nhai, urikutsvireiko tea kana isina sugar Chidhabhurawo wega haina sugar Hupenyu ijunga Pakuda chi-Mafia hapadi chitsaga-tsaga Urikutsvireiko tea kana isina sugar Chidhabhurawo wega haina sugar Hupenyu ijunga Pakuda chi-Mafia hapadi chitsaga-tsaga Chakandwa, we call it a strike, uri wangu Vaudze kuti zvakuda kuMabvuku kunisimbiswa musana KuMbare ndiru muzukurendikasvika nditambirwa Number nine block, yo Oskid
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out