Lyrics

Shaker, shaker Shaker, yakashaker yakashaker (vibez) Shaker, shaker Janou Mbinga yaimbozvigaira patonas but yakashaker (shaker, yakashaker yakashaker) Handisi kufaker checker mucheka wayakapfeka (shaker, yakashaker yakashaker) Aiva mahorror vachiroller nezvibhora (shaker, yakashaker yakashaker) Nhasi ndamustalker mumastreets hamuna zvamaona (shaker, yakashaker yakashaker) Eyi, mbinga yanga iri mbada yakazongomuka iri katsi (yashaker-shaker, yashaker) Yakatodzokera ku zero uko iri kungobata gotsi (yashaker-shaker, yashaker) Yanga iri yemaBenz nhasi vakuti rinrnge benzi (yashaker-shaker, yashaker) Haisisina macents ndosaka yakuwanza zvimastunts (yashaker-shaker, yashaker) Chimoko chako chava nembinga nyowani muround vokuchingamidza Ndeipi mbinga nyowani Wada kublinga paghetto nesticker nyowani ZvemaJaguar zvarema paakutoda katricka nyowani Makakicka kudhara, Chuck Norris Chiona sha kudhara rakunga diss Makunga shumba dzepamachisi hamundityise Dzangova ndangariro dzekupisa mumastreets Waive moto wepepa kupisa maminutes ndokubva zvavapour Maisifamba muchinyepa zvabuda pachena machepa Mbinga yaimbozvigaira patonas but yakashaker (shaker, yakashaker yakashaker) Handisi kufaker checker mucheka wayakapfeka (shaker, yakashaker yakashaker) Aiva mahorror vachiroller nezvibhora (shaker, yakashaker yakashaker) Nhasi ndamustalker mumastreets hamuna zvamaona (shaker, yakashaker yakashaker) Eyi, mbinga yanga iri mbada yakazongomuka iri katsi (yashaker-shaker, yashaker) Yakatodzokera ku zero uko iri kungobata gotsi (yashaker-shaker, yashaker) Yanga iri yemaBenz nhasi vakuti rinenge benzi (yashaker-shaker, yashaker) Haisisina macents ndosaka yakuwanza zvimastunts (yashaker-shaker, yashaker) Yeah, yanga iri, kumuka chava chikiti Aitogaya kuti acharamba ane chimuti Ndashamisika senge zvemashiripiti Kushaker zvekusosvika pakurarira maputi Mbada: bhebhi aitsara raada Nyangwe ramunoti rinodada aichapura magida Mastreets amunyudza haachakwanisa kudhidha Paghetto tamureada Waive moto wepepa kupisa maminutes ndokubva zvavapour Maisifamba muchinyepa zvabuda pachena machepa Mbinga yaimbozvigaira patonas but yakashaker (shaker, yakashaker yakashaker) Handisi kufaker checker mucheka wayakapfeka (shaker, yakashaker yakashaker) Aiva mahorror vachiroller nezvibhora (shaker, yakashaker yakashaker) Nhasi ndamustalker mumastreets hamuna zvamaona (shaker, yakashaker yakashaker) Eyi, mbinga yanga iri mbada yakazongomuka iri katsi (yashaker-shaker, yashaker) Yakatodzokera ku zero uko iri kungobata gotsi (yashaker-shaker, yashaker) Yanga iri yemaBenz nhasi vakuti rinrnge benzi (yashaker-shaker, yashaker) Haisisina macents ndosaka yakuwanza zvimastunts (yashaker-shaker, yashaker) Hona vakashaker semabhebhi aakuwaina Mari yakapera nezvibhodhoro zvavainwa Kune venjuzu dzakapoya vanaDhiraira Vaiti vakafirita mapikicha moliner Vakazokurovesa profit nekapito Handiti waiti wakakora kunge Lacto Waifunga zvinonopera papiko? Dzangosara dzava nhau, kapito Moto wepepa
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out