Lyrics

Scarfmore DJ Ndochamuri kuda ichocho (pa Blues) Hee, ehoyi Chachisati chaibva But anyway, your scarfmore Brrr, ahoyi Aiwa oyi Eh, ndazvinzwa, inga ndati, ehoyi NdiKudzanai Mutema Muboyi Mhoroi, pamusoroi Vanoremera ma streets ahoyi (ahoyi) Vaneganda rakageza ahoyi (ahoyi) Vane homwe dzakasimba ahoyi (ahoyi) Vakapikira kupisa ahoyi (ahoyi) Vanoremera ma streets ahoyi (ahoyi) Vaneganda rakageza ahoyi (ahoyi) Vane homwe dzakasimba ahoyi (ahoyi) Vakapikira kupisa, brrr Mukati, mukati imomo Ndine smart rinenge rine pamuromo Wasangana negudo, wakwira gomo But, if you don't get it, forget it Itoziva kuti ndinozviita futi Nekuti ndogara ndarikoka kunge pfuti Staera, rimwe ririmo mu boot Ndini ndine duty rekutakura chimuti Muma streets ahoyi (ahoyi) Vaneganda rakageza ahoyi (ahoyi) Vane homwe dzakasimba ahoyi (ahoyi) Vakapikira kupisa ahoyi (ahoyi) Vanoremera ma streets ahoyi (ahoyi) Vaneganda rakageza ahoyi (ahoyi) Vane homwe dzakasimba ahoyi (ahoyi) Vakapikira kupisa Right, for example Combo, ndasiya vari humble Handipere kanonaka ini handimbo Ndini ndiri pakati pekutora nzvimbo Hurimbo, nokuti ndiri chitofu Ndinopinda pacho pari tough Ndovhara ndabva ndakanda mutafu Haasi mafufu, ndaramba kuperera pahafu Firimu richapera ndava shefu (Ku Scarfmore) zheti torifamba kunge road Musiano wegungwa nemugodhi Chimboita steady Nyangwe pazvichanzi change gedhe tenge tichipinda hard Ahoyi Aiwa oyi Eh, ndazvinzwa, inga ndati, ehoyi Ku-, Kudzanai Mutema Muboyi Mhoroi, pamusoroi Vanoremera ma streets ahoyi (ahoyi) Vaneganda rakageza ahoyi (ahoyi) Vane homwe dzakasimba ahoyi (ahoyi) Vakapikira kupisa ahoyi (ahoyi) Muma streets ahoyi (ahoyi) Vaneganda rakageza ahoyi (ahoyi) Vane homwe dzakasimba ahoyi (ahoyi) Vakapikira kupisa, ahoyi Muma streets ahoyi (ahoyi) Aaneganda rakageza ahoyi (ahoyi) Vane homwe dzakasimba ahoyi (ahoyi) Vakapikira kupisa, ahoyi (ahoyi) Ahoyi (ahoyi) Muma streets ahoyi (ahoyi) Ahoyi (ahoyi) Muma streets ahoyi Mukati
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out