Lyrics

Ngoma Ngoma Ngoma, ngoma Ngoma Ariye yo, ariyo ariyeyeyo Ariye yo, ariyo ariyeyeyo Kure nehama, haa kure nehama Kure nehama, haa kure nehama Kure nehama, haa kure nehama Kure nehama, haa kure nehama Ngoma yangu, kumusana kwangu, kana ndoenda musandiramwa Ndoenda ndega, haa ndoenda ndega Handine mhaka ndakangotumwa kushereketa mudariro Mhai ndoenda ndega, haa kure nehama Kure nehama, haa kure nehama Kure nehama, haa kure nehama Kure nehama, haa kure nehama Kure nehama, haa kure nehama Hakuna rume, rume rimwechete Tichamira tese, kwatabva kure (Inzwa chinin'ina) hakuna rume (Inzwa chinin'ina) rume rimwechete (Inzwa chinin'ina) tichamira tese (Inzwa chinin'ina) kwatabva kure (Inzwa chinin'ina) hakuna rume (Inzwa chinin'ina) hakuna rume rimwe (Inzwa chinin'ina) tichamira tese (Inzwa chinin'ina) kwatabva kure Hakuna rume rimwe Tichamira tese Kwatabva kure Tese Kwatabva kure Tese Tipindewo tipindewo, tipindewo changamire Hombiro oo, hombiro oo Tisvikewo tisvikewo, tisvikewo changamire Hombiro oo, hombi, hombiro oo Ndiyani asingade kubereka Mwana nyakutumbura obudirira? Ndiyani asingade hushoroma Nehuhombarume, nehuchangamire? Seri seri, usamirire seri kweguva See-he-hee-he-hee-he-hee, hee Wenge mee, wenge mombe, wenge kuyo, wenge mee Uri pamukombe ini ndimwe Upenyu hunouya kamwe Wenge mee, wenge mombe, wenge kuyo, wenge mee Uri pamukombe ini ndimwe Upenyu hunouya kamwe Ngoma yangu kumusana kwangu, kana ndoenda musandiramwa Ndoenda ndega, haa ndoenda ndega Handine mhaka ndakangotumwa kushereketa mudariro Mhai ndoenda ndega, haa kure nehama (Pote) kure nehama, haa kure nehama (Ndapotereka) kure nehama, haa kure nehama (Neboterekwa) kure nehama, haa kure nehama (Pote ndapotereka, ah) kure nehama (pote) haa kure nehama (neboterekwa) (Ndapotereka) (Neboterekwa) (Pote ndapotereka) (Neboterekwa) Wenge mee, wenge mombe, wenge kuyo, wenge mee Uri pamukombe ini ndimwe Upenyu hunouya kamwe Wenge mee, wenge mombe, wenge kuyo, wenge mee Uri pamukombe ini ndimwe Upenyu hunouya kamwe Wenge mee, wenge mombe, wenge kuyo, wenge mee Uri pamukombe ini ndimwe Upenyu hunouya kamwe Wenge mee, wenge mombe, wenge kuyo, wenge mee Uri pamukombe ini ndimwe Upenyu hunouya kamwe Kure nehama, haa kure nehama (Ndapotereka) kure nehama, haa kure nehama (Neboterekwa) kure nehama, haa kure nehama (Pote ndapotereka, ah) kure nehama (pote) haa kure nehama (neboterekwa)
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out