Lyrics

Ini newe Tiri vamwe Haikona kubviswa pane chakanaka nekuchiva zvakaipa Inini newe Tiri vamwe Ichasvika nguva yatichatsvagana Mumwe achashaikwa Saka tambanudza ruoko Wondivhurira moyo Ichasvika nguva, mumwe achashaikwa Kune nzvimbo imwechete yekuti kana vakudana Baba Hatiperekedzane (hatiperekedzane) Ngatiyeuchidzane (ngatiyeuchidzane) Haiwa, ungava shamwari Asi kuda ka kwaMwari Hatiperekedzane (hatiperekedzane) Ngatiyeuchidzane (ngatiyeuchidzane) Ngatipanane rudo nhasi Ramangwana harine nyanzvi Zvakaipa tokanda pasi Chakanaka chitakure nyadzi Varipo vatakatadza kuda Havasisipo pasirino Pasi angova mapfupa Mupfungwa dzava ndangariro Oskid ndauya neyambiro Hapana achaziva mafambiro (-fambiro) Irwendo rwusina kuoneka Mhinduro tongoti yawonekwa Kune nzvimbo imwechete yekuti kana vakudana Baba Hatiperekedzane (hatiperekedzane) Ngatiyeuchidzane (ngatiyeuchidzane) Haiwa, ungava shamwari Asi kuda ka kwaMwari Hatiperekedzane (hatiperekedzane) Ngatiyeuchidzane (ngatiyeuchidzane) Ngatipanane rudo nhasi Ramangwana harine nyanzvi Zvakaipa tokanda pasi Chakanaka chichakure nyadzi Saka mabaya moyo wangu, imi Mabaya moyo wangu, hoyoyo Mandibaya panodzimba Ndati mabaya moyo wangu, imi Mabaya moyo wangu, hoyoyo Mandibaya panodzimba Haha Ini newe Tiri vamwe Haikona kubviswa pane chakanaka nekuchiva zvakaipa Inini newe Tiri vamwe Ichasvika nguva yatichatsvagana, mumwe achashaikwa Saka tambanudza ruoko Wondivhurira moyo Ichasvika nguva, mumwe achashaikwa Kune nzvimbo imwechete yekuti kana vakudana Baba Hatiperekedzane (hatiperekedzane) Ngatiyeuchidzane (ngatiyeuchidzane) Haiwa, ungava shamwari Asi kuda ka kwaMwari Hatiperekedzane (hatiperekedzane) Ngatiyeuchidzane (ngatiyeuchidzane) Ngatipanane rudo nhasi Ramangwana harine nyanzvi Zvakaipa tokanda pasi Chakanaka chitakure nyadzi Kune nzvimbo imwechete yekuti kana vakudana Baba Ngatiyeuchidzane Ungava shamwari Asi kuda ka kwaMwari Hatiperekedzane Ngatiyeuchidzane
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out