Lyrics

Cymplex Music Ndoda kupisa paObvious Zvisina kumira mushe, zviri serious SaScott Kuku Kune varipo ndisiye ndisimbise Mwari ndakumbira kuti vachanese Kana ndatanga ndisiye ndipedzese Handimerure, ini handitengese Tirikuno, tirikuno Hatina chinono, titori nezano Hatipo pakati pemazino Nhasi asiyana nemusuno Iyowe misuno Dzichava nhorondo (ah-ah-ah) Mwari vanoburitsa mudondo Ndoda kuvapa mbiri kwete yepondo Nekuti ndivo mambo vanochinja musambo Ehe, ehe, ehe Taitombodai so, takumbodai so Ehe, ehe, ehe Taitombodai so, takumbodai so So, zvaikozvino ndiri covered Handimbomira, ndinoramba ndiri forward Handimerure handilinke nemacowards Nditori mudie-hard Zvaitombonetsa, zvaitononotsa Zvaitovhundutsa, vachivhurumutsa Vakambururutsa shiri takadzipotsa Asi izwi ndakarinzwa richiti "Nyarara nyarara, hauna kuraswa, hausi marara Mwari vakamuka havana kurara Chitarira uone mhandu yoparara." Dzichava nhorondo (ah-ah-ah) Mwari vanoburitsa mudondo Ndoda kuvapa mbiri kwete yepondo Nekuti ndivo mambo vanochinja musambo Ehe, ehe, ehe Taitombodai so, takumbodai so Ehe, ehe, ehe Taitombodai so, takumbodai so Ndakwikwidza, ndakwikwidza Handisi kumira ndiri kupamidza Chakandirwadza chakandichenjenjedza Ndosaka pasina chichandidonhedza Ndasimba, ndafamba Ndasimba, ndaimba, ndasimba Vazvimba Zvekudyika-dyika ndakazviramba Dzichava nhorondo (ah-ah-ah) Mwari vanoburitsa mudondo Ndoda kuvapa mbiri kwete yepondo Nekuti ndivo mambo vanochinja musambo Ehe, ehe, ehe Taitombodai so, takumbodai so Ehe, ehe, ehe Taitombodai so, takumbodai so Kune varipo ndisiye ndisimbise Mwari ndokumbira kuti vachenese Kana ndatanga ndisiye ndipedzese Handimerure ini handitengese Tiri kuno, tiri kuno Hatina chinono, titori nezano Hatipo pakati pemazino Nhasi asiyana nemusuno Iyewo musuno Idzi dzichava nhorondo (aha-a) Mwari vanoburitsa mudondo Ndoda kuvapa mbiri kwete yepondo Nekuti ndivo mambo vanochinja musambo Ehe, ehe, ehe Taitombodai so, takumbodai so Ehe, ehe, ehe Taitombodai so, takumbodai so Nyati NdiPhillip Mataranyika Yoh Duncan Rudy Finesse NdiKudzanai Gangster Corner Muchunchu Owen
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out