Lyrics

Hakuna anorarama nemhanza yakanaka (hakuna) Hakuna anorarama nemasanga (hakuna, hakunaba) Hakuna anorarama nemhanza yakanaka (hakuna) Hakuna anorarama nemasanga (hakuna, hakunaba) Kana usina gwanza hauna chiri muchanza Hauyambuki nyanza kana usina ngarava (Kana usina gwanza hauna chiri muchanza Hauyambuki nyanza kana usina ngarava) (Tiri vazhinji vanode kurarama) honde (Haiwa zvinonetsa kana mukaramwa) (Tiri vazhinji vanode kurarama) baba (Haiwa zvinonetsa kana mukaramwa) Nokuti dziriko hondo dziri muchadenga Haiwa zvinonetsa kana mukaramwa (Tiri vazhinji vanode kurarama) (Haiwa zvinonetsa kana mukaramwa) Kana usina gwanza hauna chiri muchanza Hauyambuki nyanza kana usina ngarava (Tiri vazhinji vanode kurarama) (Haiwa zvinonetsa kana mukaramwa) Nokuti dziriko hondo dziri muchadenga Haiwa zvinonetsa kana mukaramwa (Tiri vazhinji vanode kurarama) (Haiwa zvinonetsa kana mukaramwa) Kana masvikako mundireverere Musunge svinga risingareme (Tiri vazhinji vanode kurarama) (Haiwa zvinonetsa kana mukaramwa) Kana usina gwanza hauna chiri muchanza Hauyambuki nyanza kana usina ngarava (Tiri vazhinji vanode kurarama) (Haiwa zvinonetsa kana mukaramwa) Kana usina gwanza hauna chiri muchanza Hauyambuki nyanza kana usina ngarava (Tiri vazhinji vanode kurarama) (Haiwa zvinonetsa kana mukaramwa) Haiwa moyo wangu waidisa kugarisana Asi yandinonyanya kutya ihama yangu (Tiri vazhinji vanode kurarama) (Haiwa zvinonetsa kana mukaramwa) Haiwa moyo wangu waidisa kugarisana Asi yandinonyanya kutya ihama yangu (Tiri vazhinji vanode kurarama) (Haiwa zvinonetsa kana mukaramwa) (Tiri vazhinji vanode kurarama) (Haiwa zvinonetsa kana mukaramwa) (Tiri vazhinji vanode kurarama) (Haiwa zvinonetsa kana mukaramwa) (Tiri vazhinji vanode kurarama) (Haiwa zvinonetsa kana mukaramwa) (Tiri vazhinji vanode kurarama) (Haiwa zvinonetsa kana mukaramwa) (Tiri vazhinji vanode kurarama) (Haiwa zvinonetsa kana mukaramwa) (Tiri vazhinji vanode kurarama) (Haiwa zvinonetsa kana mukaramwa)
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out