Lyrics

Ho-oh oh-h oh-h Oh-h oh-h oh-h oh-h Kuti ndifambe kudai kuyenda mberi Maihwe-e ndodzoka shure kani Kudududza kudududza hausvike mberi Kudududza kudududza kudzokera shure Handizive kudyiswa here Kana imweya yemadzinza yakandidayi Mweya yemadzinza haungazive zvaineda Zvandeziva mweya ineguma yakumaka Chino nechino ndabata, Joni to Lusaka Kubatanidza but hapana chandabata Pfugama unamate Kwete kuti 'hokeyi' zvondipei Jehovah Jireh ndizarurirei (oh-h) (Haiwa ndivhurirei) Hoye Shammah ndizarurire (Shammah ndizarurire) Zarura gonhi reraramo (gonhi reraramo) Mutambarakede, handide nhamo (haiwa ndizarurire) Jehovah Jireh ndizarurirei (haiwa ndivhurirei) Hoye Shammah ndizarurire (Shammah ndizarurire) (Ndizarurireiwo) zarura gonhi reraramo Gonhi reraramo Mutambarakede, handide nhamo (Shammah ndizarurire) Wopfugama namabvi namagokora (gokora) Pamberi paIshe wozvininipa (ninipa) Hameno kana minamato yedu vachiinzwa Usagunun'una ramba uchikumbira Iko kugunun'una hakusi kukumbira (kumbira) Paunekumbira kuna'She usadhaute (ninipa) Uchikumbira zvichibva pasi pemoyo Iro gonhi raunetsvaga inga riri pauri Handiwoni woni Ishe Handiwoni woni Ishe Donzvo reraramo iwe Mutambarakede uripiko? Jehovah Jireh ndizarurirei (oh-h) (Haiwa ndivhurirei) Hoye Shammah ndizarurire (Shammah ndizarurire) Zarura gonhi reraramo (gonhi reraramo) Mutambarakede, handide nhamo (haiwa ndizarurire) Jehovah Jireh ndizarurirei (haiwa ndivhurirei) Hoye Shammah ndizarurire (Shammah ndizarurire) Zarura gonhi reraramo (gonhi reraramo) Mutambarakede handide nhamo (aiwa ndizarurirewo) Jehovah Jireh ndizarurirei (oh-h) (Haiwa ndivhurirei) Hoye Shammah ndizarurire (Shammah ndizarurire) Zarura gonhi reraramo (gonhi reraramo) Mutambarakede handide nhamo (Shammah ndizarurire) Jehovah Jireh ndizarurirei (oh-h) (Haiwa ndivhurirei) Hoye Shammah ndizarurire (Shammah ndizarurire) Zarura gonhi reraramo (gonhi reraramo) Mutambarakede handide nhamo (Shammah ndizarurire) Kugunun'una hakusi kukumbira Paunokumbira kuna'She usadhaute Wotokumbira zvichibva pasi pemoyo Gonhi raunotsvaga inga riri pauri ipapo, pauri ipapo Pauri ipapo (TD wacho haiwa watigadza) Jehovah Jireh (oh-h) Dai mandizarurirawo (Shammah ndizarurirewo) Dai mandizarurirawo (oh-h) Vanondimomotera (Shammah ndizarurirewo) Vachindimomotera (oh-h) Shammah ndizarurireiwo (Shammah ndizarurirewo) Zarura gonhi, gonhi (oh-h) (Oh-h Shammah ndizarurire) Jehovah Jireh (oh-h) Ndimi Shammah (Shammah ndizarurire) Dai mandizarurira (oh-h) Zarurai, zarurai (Shammah ndizarurire) Jehovah Shammah (oh-h) Hoye Shammah (Shammah ndizarurire) Ini handidi nhamo (oh-h) handidi nhamo Ndodawo kalife karinani (Shammah ndizarurire)
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out