Listen to CHAURUKA (feat. TOCKY VIBES) by Winky D

CHAURUKA (feat. TOCKY VIBES)

Winky D

2,329 Shazams

Lyrics

Kutonhodzwa kwaChauruka Huhwi huhwi, huhwi huhwi Huhwi huhwi, huhwi huhwi Ndandi go round, yeah Iwe iwe Variko mukurarama kwedu (Chamakuvangu) Vanozvitutumadza tikuona zvedu (Iwe iwe iwe nhai) Vanoteedzera kurira ngoma inoti pangu-pangu (inini zvangu) Nyangwe kunoku Oskid inorira pangu pangu (Maiwe iwe iwe) Kutonhodzwa kwaChauruka Vaive denga vachaburuka Kutonhodzwa kwaChauruka Vaipembera vachasuduruka Pacharira mupururu (mupururu) Mupururu (mmmh) Pacharira mupururu (mupururu) Mupururu Pasi pano hapanzwarwo Pakaturunura mikono Kudzikama kune mubairo, saka famba uine muono Vamwe vachiti ndisu vachenjeri vakabva kuMabvazuva Muchatsigirwa nevanyengeri, muchatadza kupapfuura Saka dzikama wamai, dzikama Dzikama, dzikama Saka dzikama wamai, dzikama Dzikama, dzikama Kutonhodzwa kwaChauruka Vaive denga vachaburuka Kutonhodzwa kwaChauruka Vaipembera vachasuduruka Pacharira mupururu Mupururu Pacharira mupururu Mupururu Heya Remekedza vanodzika gomo paunorikwidza iwe Nokuti paunenge wavakudzidza vanogona vorikwidza iwe Munhu wese wenyama anodarika Saka rega kundidadira Chete iwewe hauudzike Chete iwewe hautsiurike (Nhai veduwe) Iwe iwe Chinobhururuka chinomhara, usabva wanyanyozvikudza kuvarombo Uchikanda matobo Hatisi kurwa, hatisi kurwa Kungotsiurana Uchinge wavhurwa, wavhurwa Kutonhodzwa kwaChauruka Vanozvikudza vachaninipwa Kutonhodzwa kwaChauruka Vanorema vachatoreruka Pacharira mupururu (mupururu) Mupururu Nemuridzo mhururu (mhururu) Hoo-ooh Manyemwe nemunyama zvine hochekoche, zvinofambidzana Vemanyemwe havatore nguva kupukuta misodzi pamatama Achadzikamisa hama achafara ramangwana Tsiuranayi pahukama Pakudonha mogamhana Haiwa dzikama wamai, dzikama Dzikama, dzikama Dzikama wamai, dzikama Dzikama, dzikama Kutonhodzwa kwaChauruka Vaive denga vachaburuka Kutonhodzwa kwaChauruka Vaipembera vachasuduruka Pacharira mupururu Mupururu (mupururu) Pacharira mupururu Mupururu (mhururu)
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out