Lyrics

Ga-ga-Gafa kusvika ndafa (KeNako Muzik) Alright now Ndakatadza zvizhinji mulife Nekuda kungotarisa nhingi nanhingi Ndapotsa mikana Oskid Nekuda kungokanda ziso rangu pananhingi But nhasi ndane confidence Handichararama life mupast tense Kwese kwandafamba vondipa macompliments Gafa iGafa One munhu wandobelieva ndeuyo abuda pamirror Nzira anondiratidza, handimuzive ndinenge chinamira Ndiro Gafa (Gafa) Haiwa rine nyasha (nyasha) Ndiro Gafa (Gafa) Ndinoriombera senge mukwasha (mkwasha) Ukangofunga hauna chaunogona Ndiyo nhanho yekutanga murwendo rwekuzviparadza Ndikaona zvarema, ndinomira pamirror ndobva ndati; "Ichi hakuna kana anochiparadza" Ndiho hushingi hunodiwa mukurarama Haikona kumirira kusimbiswa nehama Ibva waziva hope hadzina ndima, tikanotsvaga towana One munhu wandobelieva ndeuyo abuda pamirror Nzira anondiratidza, handimuzive ndinenge chinamira Ndiro Gafa (Gafa) Haiwa rine nyasha (nyasha) Ndiro Gafa (Gafa) Ndinoriombera senge mukwasha (mkwasha) Ndakazvarwa ndiri original Hapana pandichazofa ndava chiphotocopy Ndinopenya fanike jewellery Une mapenyero ako, handingambomacope Semunhu ziva pane simba rako Kanda ziso rako pabuda musuva wako Ukada kutarisa muplate memumwe Ndopakuzovenga abiya ako One munhu wandobelieva ndeuyo abuda pamirror Nzira anondiratidza, handimuzive ndinenge chinamira Ndiro Gafa (Gafa) Haiwa rine nyasha (nyasha) Ndiro Gafa (Gafa) Ndinoriombera senge mukwasha (mkwasha) Ukangofunga hauna chaunogona Ndiyo nhanho yekutanga murwendo rwekuzviparadza Ndikaona zvarema, ndinomira pamirror ndobva ndati; "Ichi hakuna kana anochiparadza" Ndiho hushingi hunodiwa mukurarama Haikona kumirira kusimbiswa nehama Ibva waziva hope hadzina ndima, tikanotsvaga towana One munhu wandobelieva ndeuyo abuda pamirror Nzira anondiratidza, handimuzive ndinenge chinamira Ndiro Gafa (Gafa) Haiwa rine nyasha (nyasha) Ndiro Gafa (Gafa) Ndinoriombera senge mukwasha (mkwasha) One munhu wandobelieva ndeuyo abuda pamirror Nzira anondiratidza, handimuzive ndinenge chinamira Ndiro Gafa (Gafa) Haiwa rine nyasha (nyasha) Ndiro Gafa (Gafa) Ndinoriombera senge mukwasha (mkwasha) Buda pamirror Ndinenge chinamira Gafa Nyasha Gafa Mkwasha (KeNako Muzik)
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out