Lyrics

ChiExtra Haha Tirikutsvaga simba Kuno tirikutsvaga simba Tirikuda simba Maziso eruzhinji ndeekutarisa Hatione Baba Ndipeyi Simba kunge Bona Ndigamheyi ndisadonha Munenge murimberi kwangu Ndirikutarisa hatione Baba Ndipeyi Simba kunge Bona Ndigamheyi ndisadonha Inini zvangu zvandibata ndakuyenda Osikid ndakufamba nekutenda This time ndakufamba ndine agenda Ndiyereseyi kunge November Itayi chese chandabata chiite Zvisina kururama itayi nditye Zvandinoshuvira ndizadzikise Handisi chinhu asi ndinofara hama yangu Ndishe Muchindiona ndirikutsvaga simba Simba ndosaka ndayimba Muchindiona ndirikutsvaga simba Ndifambire mudenga Pasi zvakadzimba Maziso eruzhinji ndeekutarisa Hatione Baba Ndipeyi Simba kunge Bona Ndigamheyi ndisadonha Munenge murimberi kwangu Ndirikutarisa hatione Baba Ndipeyi Simba kunge Bona Ndigamheyi ndisadonha Ndabata icho nechinochi Ndafamba nemaporofita kunga Timothy Nguva irikupera tichingoti Zvichanaka, tichishayiwa musimboti Zvepasi zvakawoma asi tatrya-trya Tinoda simba tisvike panevaya-vaya Kubva mangwanani kusvika rinyure Ndiripo pandima, ndabata shaya ndagaya-gaya Muchindiona ndirikutsvaga simba Simba ndosaka ndayimba Muchindiona ndirikutsvaga simba Ndifambire mudenga Pasi zvakadzimba Maziso eruzhinji ndeekutarisa Hatione Baba Ndipeyi Simba kunge Bona Ndigamheyi ndisadonha Munenge murimberi kwangu Ndirikutarisa hatione Baba Ndipeyi Simba kunge Bona Ndigamheyi ndisadonha Maziso eruzhinji ndeekutarisa Hatione Baba Ndipeyi Simba kunge Bona Ndigamheyi ndisadonha Munenge murimberi kwangu Ndirikutarisa hatione Baba Ndipeyi Simba kunge Bona Ndigamheyi ndisadonha Maziso eruzhinji ndeekutarisa Hatione Baba Ndipeyi Simba kunge Bona Ndigamheyi ndisadonha Munenge murimberi kwangu Ndirikutarisa hatione Baba Ndipeyi Simba kunge Bona Ndigamheyi ndisadonha
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out