Lyrics

Wenge mhuka, wenge bere Wenge mhuka, wenge bere Vanondityira kure Vanoti pamwe ndine gona Seiko kusina mumwe Mumwewe Anoti Mukombe unogona Haaa vanondinyenyeredza Haaa vanondidedera Haaa vanondinyenyeredza Haaa vanondidedera Tsanangudzo dzakanangana nemi, ehee Dai manga madzibvuma Munenge muchiendepi murusero, ehee Makamonerera zvuma Rimwe zuva muchaona makumbeya mbeya Haa muchati dhuma neni dhuma Heee! Heee hiyere, eheee Muchavata mundowe sehumba Heee! Heee hiyere, eheee Haa muchati dhuma neni dhuma Wenge mhuka, wenge mhuka (wenge bere) Wenge bere, wenge bere (wenge mhuka) Wenge mhuka, wenge mhuka (wenge bere) Wenge bere, wenge bere (wenge mhuka) Mandidyira mwana maita usavi (wenge bere) Munoziva here ndini ndakabereka (wenge mhuka) Munoziva here, munoziva here (wenge bere) Munoziva here ndini ndakabereka (wenge mhuka) Ndavadzora vanga vatetereka vakomana Haiwa, Kushora muchinyanya Inga ndimi manga manyangarika asikana, Haiwa kureva muchinyanya Mondiperekedza kana ndoenda muchiona Hoyi hoyi hooyi hoyi Mucharinda rinda rangu kusvikira ndaora Hoyi hoyi hoyi Votsenga, vomedza Vonwa mvura voseka Votsenga, vomedza Vonwa mvura voseka Hoyi hoyi hoyi Wenge mhuka, wenge mhuka (wenge bere) Wenge bere, wenge bere (wenge mhuka) Wenge mhuka, wenge mhuka wenge bere) Wenge bere, wenge bere (wenge mhuka) Mandidyira mwana maita usavi (wenge bere) Munoziva here ndini ndakabereka (wenge mhuka) Munoziva here, munoziva here (wenge bere) Munoziva here ndini ndakabereka (wenge mhuka) Batidza moto wematanda Nokuti vatsike mavhunze iwe (Hauvazive here, varoyi hauvazive here) Vanonokupindirai mudzimba ndovanokufukura mugomba vakomana (Hamuvazive here, varoyi hamuvazive here) Ndiyerese, Kuti varambe varikunze iwe (Hauvazive here, varoyi hamuvazive here) Havagone kutenda, panoda kutendwa (Hauvazive here varoyi hauvazive here) Hoyi hoyi hoyi Haaa hoyi (wenge bere) Hoyi hoyi hoyi (wenge mhuka) Hoyi hoyi hoyi (wenge bere) Hoyi hoyi hoyi (wenge mhuka) Hoyi hoyi hoyi Haaa hoyi (wenge bere) Hoyi hoyi hoyi (wenge mhuka) Hoyi hoyi hoyi (wenge bere) Ndimi here (hama dzangu) Ha here (hama dzangu) Ndimi here (hama dzangu) Ha here (hama dzangu) Ndimi here (hama dzangu) Haa here (hama dzangu) Ndimi here (hama dzangu) Ah here (hama dzangu) Ndimi here (Hama dzangu) Hoyo negomo wadedereka (hama dzangu) Wakamukira mugwenga (hama dzangu) Dzangano dzangova ngano (hama dzangu) Hona vanoridza tsamwa (hama dzangu) Hona vanofinyama iwe (hama dzangu) Vanoreva mutupo wangu (hama dzangu) Vachimonya muromo (hama dzangu) Ha vanoridza tsamwa (hama dzangu) Hona vanofinyama iwe (hama dzangu) Vanoreva mutupo wangu (hama dzangu) Vachimonya muromo (hama dzangu) Vanoridza tsamwa (hama dzangu) Hona vanofinyama iwe (hama dzangu) Vanoreva mutupo wangu (hama dzangu) Vachimonya muromo (hama dzangu) Ha vanoridza tsamwa (hama dzangu) Hona vanofinyama iwe (hama dzangu) Vanoreva mutupo wangu
Lyrics powered by www.musixmatch.com
Get up to 2 months free of Apple Music
instagramSharePathic_arrow_out