Lyrics

Ruva rangu dai waiziya Zvandinonzwa nezviri mukati memoyo wangu Kana kuti dai waipiwa zviri munjere nezviri muurongwa hwangu Nyango ndisipo ingozviziya akuna mumwe angatore Moyo wangu Kufunganya dai wambomira Uhmm baby Mwanasikana Uri tsvarakadenga mundangariro dzangu ndiwe wega Tora Moyo wangu usaudonedza mudiwa wangu usafa wandisiya ndega Nyenyedzi yekuchirimo ingondidana Ndiripo kubvira kare kare ndichida iwewe wega Ndaiterera mashoko ndakayeva chimiro pawakandida ndakabata denga Ngatiende kure kusina vamwe, mudiwa wangu tonovaka pedu tega Mwanasikana uri tsvarakadenga mundangariro dzangu ndiwe wega Tora Moyo wangu usaudonedza mudiwa usafa wandisiya ndega Nyeredzi yekuchirimo ingondidana Ndiripo kubvira kare Kare ndichida iwe Ndaiterera mashoko ndakayeva chimiro pawakandida ndakabata denga Ngatiende Kure kusina vamwe mudiwa wangu tonovaka pedu tega Ruva rangu Dai waiziya zvandinonzwa nezviri mukati memoyo wangu Kana kuti dai waipiwa zviri munjere nezviri muurongwa hwangu Nyangwe ndisipo ingozviziya akuna mumwe angatore Moyo wangu Kufunganya dai wambomira Uhmm baby Chinangwa changu ndechekuti unzwe Andichadzokere kumashure Ndichatokukanda babe mumambure Machena chena huya ndikudzumbure Kwatosanga kwese unonditi mbunde Nechimwe changu kwatakabva Kure Rudo runotoda une Moyo murefu Kuti uwane umwe Ndaunganidza shunde Pamwe chete nemombe Zvese zvinodiwa kuti ndiroore Ndakuda uuye Patosangana pèse mbunde mbunde Nechimwe changu kwatakabva Kure Tiende Kure kusina vamwe mudiwa wangu tonovaka pedu tega Ruva rangu Dai waiziya zvandinonzwa nezviri mukati memoyo wangu Kana kuti dai waipiwa zviri munjere nezviri muurongwa hwangu Nyangwe ndisipo ingozviziya akuna mumwe angatore Moyo wangu Kufunganya dai wambomira Uhmm baby
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out