Lyrics

Hasha dzinenge dzatutumira Hwahwa hwunenge hwasanganiswa Anouya nemashoko, magaramoyo Anouya nehondo ozamurira Hmm-hmm-hmm, hasha Ahh hmm-hmm-hmm, hasha Ndomera ronda repamoyo Ndakabaiwa newandakapa moyo Wongoshinga kugarira shungu (Zvandiremera, iya-iya hoye, iya-iya hoye) Wongoshinga kugarira shungu mumoyo zvorwadza (Iya-iya hoye, iya-iya) Wongoshinga kugarira shungu zvandiremera iwe (Iya-iya hoye, iya-iya hoye) Wongoshinga kugarira shungu mumoyo zvodzimba (Iya-iya hoye, iya-iya) Zvikanzi, "Uchatondidedera nekuti ndini musoro wemba" Aitoti, "Uchatondigwadama, unorara watonhora Ukapikisa unorara watonhora, unorara watonhora" (Ukapikisa unorara watonhora, unorara watonhora) Wongoshinga kugarira shungu (Zvandiremera, iya-iya hoye, iya-iya hoye) Wongoshinga kugarira shungu mumoyo zvorwadza (Iya-iya hoye, iya-iya) Wongoshinga kugarira shungu zvandiremera iwe (Iya-iya hoye, iya-iya hoye) Wongoshinga kugarira shungu mumoyo zvodzimba (Iya-iya hoye, iya-iya) Kupera kuonda kufunganya mukoma nde-ha (Kupera kuonda kufunganya mukoma nde-ha) Mavanga kumeso kuzenge gandanga nde-ha (Mavanga kumeso kuzenge gandanga nde-ha) Kupera kuonda kufunganya mukoma nde-ha (Kupera kuonda kufunganya mukoma nde-ha) Mavanga kumeso kuzenge gandanga nde-ha (Mavanga!) Ndaimboti, "Ndakuenda!" Ndikafuratira pwere dzangu ndiani anorera? Ndaimboti, "Ndakuenda!" Ndikafuratira pwere dzangu ndiani anorera? Hmm unorara watonho- Unorara watonhora (hasha) Hmm unorara watonho- Unorara watonhora (hasha) Hi-hi-hi-
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out