Lyrics

Makunzi nzenza iyo Mr Putiti, Ex, and the boss Musavatevedze vari kuti (nzenza iyo, nzenza iyo) Vari kusasa hanzi nzenza iyo (imi) Nzenza iyo, nzenza Vanonditi paari unodei? (Unodei?) Ndizvo zvawakarambira Maidei Tiudze Kuti kana wakamutarisa unonzwei? (Unonzwei?) Vanomuti nzenza asi moyo muti Hazvimboseenza Varume ndakatoida nzenza iyoyo (ah, ah) Ndoraramira nzenza iyo (ah, ah) Ndiyo inoita ndigoseenza iyoyo (ah, ah) Chero mukati nzenza iyo (nzenza iyo, nzenza iyoyo) (ah, ah) Me loves she Ah, hanzi mukadzi haarambirwe kuroya (no) Anongorambirwa hupfambi As long as she's faithful and lovely, anomubvunza ndiani? Oh, now yaanzenza 'cause she's sexy Or maybe you don't like her, she's fancy That's why makumuudza hubenzi Nyangwe ari benzi nderangu Please let her talk how she wanna Dress how she wanna Nyangwe Akafamba akadressa like Rihanna Let her smoke Marijuana Drink chikokiana Varume ndakatoida nzenza iyoyo (ah, ah) Ndoraramira nzenza iyo (ah, ah) Ndiyo inoita ndigoseenza iyoyo (ah, ah) Chero mukati nzenza iyo (nzenza iyo, nzenza iyoyo) (ah, ah) Me loves she Now, now it's kinda funny mati nzenza Asi kwandiri atori ega From nine to five handimbobatika ddiri mundima Ndichingochiseenza Saka musarwadziwe (musarwadziwe) Ndiye wandakada kubva kudhara hazvinyadzise (hazvinyadzise) Makunyanya kumu– So please let her talk how she wanna Dress how she wanna Nyangwe akafamba akadressa like Rihanna Let her smoke Marijuana Drink chikokiana Varume ndakatoida nzenza iyoyo (ah, ah) Ndoraramira nzenza iyo (ah, ah) Ndiyo inoita ndigoseenza iyoyo (ah, ah) Chero mukati nzenza iyo (nzenza iyo, nzenza iyoyo) Love yangu naye inopisa kuburna Chero mukashora muchiti inzenza Mashoko amunotaura handimbomazeza Inini nenzenza yangu tiri two machena Ndiye wandakada Hameno Nyangwe mukati nzenza Muchadzika makachata Taurai sassy asi muchaneta 'Cause ndiye wandakada so Let her talk how she wanna Let her dress like Rihannah Let her smoke marijuana Drink chikokiana Let her talk how she wanna Let her dress like Rihannah Let her smoke marijuana Let her drink chikokiana Yo, let's love our women Ngatisaharrassa our women Let's not call women names yo Mr. Putiti, I'm out
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out