Lyrics

Ndomabhebhi emudziva aya Oskid ndinomaziva aya ChiExtra Uneshavi redona (dona) Kuchena unokugona (-gona) Uneshavi redona (dona) Kuchena unokugona (-gona) Baby Tarisa kana weave yacho Havambogaya harizi rako Mikono ikakuona busy yacho Rakasimba CV rako Muriko here ndimi vana Manjuzu? Smart makaiziva muchangodonha guvhu Kudziya kwacho kunga juzi, juzi Kudziya kwacho kunga juzi, juzi Ahaaha Smart yako haisi yekusikiza Vasina homwe dzakasimba vanotiza Wakarova mucheno wembikiza Vaya vemari dzakareba unovayitisa Ndiwo mabhebhi asingade tsvina Asingadi kumbunyikidzwa, Sarafina Asiri mbombera kunge chitima Kunzi kavhure muromo tanga nedinner Uneshavi redona (dona) Kuchena unokugona (-gona) Uneshavi redona (dona) Kuchena unokugona (-gona) Baby Tarisa kana weave yacho Havambogaya harizi rako Mikono ikakuona busy yacho Rakasimba CV rako Muriko here ndimi vana Manjuzu? Smart makaiziva muchangodonha guvhu Kudziya kwacho kunga juzi, juzi Kudziya kwacho kunga juzi, juzi Ahaaha Ndichanokumbirira kumachembere (kuchembere) Kuti vakutendere Parutivi pangu uswedere Ndega panyama zvingandiremere Unemunyati Ende pasmart Murimadzisahwira evhati Ndichatsvaga makwati Uneshavi redona (dona) Kuchena unokugona (-gona) Uneshavi redona (dona) Kuchena unokugona (-gona) Baby Tarisa kana weave yacho Havambogaya harizi rako Mikono ikakuona busy yacho Rakasimba CV rako Muriko here ndimi vana Manjuzu? Smart makaiziva muchangodonha guvhu Kudziya kwacho kunga juzi, juzi Kudziya kwacho kunga juzi, juzi Muriko here ndimi vana Manjuzu? Smart makaiziva muchangodonha guvhu Kudziya kwacho kunga juzi, juzi Kudziya kwacho kunga juzi, juzi
Writer(s): Luis Romualdo Lopez Brito Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out