Lyrics

Nekuti moyo wangu unoparara, usandidaro ndasara ndega Mudiwa wangu ndiwe ruva rangu, usadaro, usadaro Nekuti moyo wangu unoparara, usandidaro ndasara ndega Usadaro, usadaro, usadaro ooo Ndogara ndichikufunga, muhope ndinorota Mudiwa ndokusuwa, hmm, hmm Hapana mumwe wandingade, kunze kwako iwewe Mudiwa usadaro Nekuti moyo wangu unoparara, usandidaro ndasara ndega Mudiwa wangu ndiwe ruva rangu, usadaro, usadaro Nekuti moyo wangu unoparara, usandidaro ndasara ndega Usadaro, usadaro, usadaro ooo Chii chandakatadza, zvese ndakakupa? Rudo rwangu, mwoyo wangu zvese zvangu ooo, ooo Wandisiya ndirindega (wandisiya ndirindega) misodzi ndinochema (usadaro) Misodzi yoyerera, usandidaro ooo, ooo Nekuti moyo wangu unoparara, usandidaro ndasara ndega Mudiwa wangu ndiwe ruva rangu (ndiwe, ooh) usadaro, usadaro Nekuti moyo wangu unoparara, usandidaro ndasara ndega Usadaro (usadaro) usadaro (usadaro) usadaro ooh Nekuti moyo wangu unoparara (unoparara) usandidaro ndasara ndega (ndega) Mudiwa wangu ndiwe ruva rangu (ndiwe, ooh) usadaro, usadaro Nekuti moyo wangu unoparara, usandidaro ndasara ndega Usadaro (usadaro) usadaro (usadaro) usadaro ooh Wandisiya ndiri ndega (usadaro) Wandisiya ndichichema (usandidaro) Wandisiya mumarwadzo (usadaro) Usadaro hoo Wandisiya ndiri ndega (usadaro) Wandisiya ndichichema (usandidaro) Wandisiya mumarwadzo (usdaro) Usadaro hoo Nekuti moyo wangu unoparara, usandidaro ndasara ndega Mudiwa wangu ndiwe ruva rangu, usadaro, usadaro Nekuti moyo wangu unoparara, usandidaro ndasara ndega Usadaro (usadaro) usadaro, usadaro ooh Nekuti moyo wangu unoparara, usandidaro ndasara ndega Mudiwa wangu ndiwe ruva rangu, usadaro, usadaro Nekuti moyo wangu unoparara, usandidaro ndasara ndega Usadaro (usadaro) usadaro, usadaro ooh Nekuti moyo wangu unoparara, usandidaro ndasara ndega Mudiwa wangu ndiwe ruva rangu, usadaro, usadaro Nekuti moyo wangu unoparara, usandidaro ndasara ndega (Ndasara) usadaro (ndega) usadaro (usadaro) usadaro (ooh) oh Nekuti moyo wangu unoparara (zuva nezuva ndinokufunga) usandidaro ndasara ndega Mudiwa wangu ndiwe ruva rangu, usadaro, usadaro (zuva nezuva ndinokurota, yeah) Nekuti moyo wangu unoparara (zuva nezuva ndokusuwa) usandidaro ndasara ndega Usadaro (usadaro) usadaro (usadaro) usadaro ooh Sei uchindidaro mudiwa? Mudiwa wangu ndiwe ruva rangu, usadaro, usadaro Sei uchindidaro mudiwa? (Usadaro) Usadaro, usadaro, usadaro ooh Ndati, sei uchindidaro mudiwa? Mudiwa wangu ndiwe ruva rangu, usadaro, usadaro Sei uchindidaro mudiwa? (Usadaro) Usadaro, usadaro, usadaro ooh Yeah whoa, whoo
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out