Lyrics

Shamwari yangu warova neiko kudaro? Shamwari basa ranga randiwandira Shamwari yangu warova neiko kudaro? Shamwari basa ranga randiwandira Ukandiona mukomana wamadhiri Ndinoonekwa nembonje Ukandiona mukomana wamadhiri Ndinoonekwa nembonje Ukamuona musikana wamadhiri Anoonekwa nemavanga Ukamuona musikana wamadhiri Anoonekwa nemavanga Yangu yekuda kupfuma iyi Yandipinza mudhiri shamwari yejere Yangu yekuda kupfuma iyi Yandipinza mudhiri shamwari yejere Ukamuona musikana wamadhiri Anoonekwa nekungwara Ukamuona musikana wamadhiri Anoonekwa nekungwara Uchisiyana nazvoka vanokuda mwanawe Siyana nazvo vanochema amai Siyana nazvo vanochema baba vako Siyana nazvo vanochema kumusha iwe Siyana nazvo vanochema mhuri yese Shamwari yangu warova neiko kudaro? Shamwari basa ranga randiwandira Ukandiona mukomana wamadhiri Ndinoonekwa nembonje Ukamuona musikana wamadhiri Anoonekwa nemavanga Yangu yekuda kupfuma iyi Yandipinza mudhiri shamwari yejere Ukamuona musikana wamadhiri Anoonekwa nekungwara Uchisiyana nazvoka vanokuda mwanawe Siyana nazvo vanochema amai Siyana nazvo vanochema baba vako Siyana nazvo vanochema kumusha iwe Siyana nazvo vanochema mhuri yese Uchisiyana nazvoka vanokuda mwanawe Siyana nazvo vanochema amai Siyana nazvo vanochema baba vako Siyana nazvo vanochema kumusha iwe Siyana nazvo vanochema mhuri yese
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out