Featured In

Credits

PERFORMING ARTISTS
Leonard Dembo & The Barura Express
Leonard Dembo & The Barura Express
Performer
COMPOSITION & LYRICS
Leonard Dembo
Leonard Dembo
Songwriter

Lyrics

Ruva rangu ratanhwa naniko? Ndatsvaga padavi raroka ndarishaya Njiva yangu yatorwa naniko? Ndatsvaga mudendere rayo ndaishaya Njiva yangu yatorwa naniko? Ndatsvaga mudendere rayo ndaishaya Vane chigumbu chikuru amai Vanditanhira ruva ravo ndariramba Vane chigumbu chikuru ambuya Vanditanhira ruva ravo handiride Ndavaudza varamba amai "Ndinaye wangu nzungu muchiona ndamenya" Ndavaudza varamba ambuya "Ndinaye wangu nzungu muchiona ndamenya" Wakanaka mwana weshoroma Ndinomuda anodiwa nevakawanda Dai wananawo naye Wakanaka mwana weshoroma Ndinomuda anodiwa nevakawanda Dai wananawo naye Ndinzwewo mwana weshoroma Nhume dzangu dzawanda Nyuchi dzisina basa dzinouya dzisina maruva ka Ndatambura newe iwe Ndikafunga mwana we shoroma, wandipengesa Ndatadza kuziva nezvandiri kufunga newe iwe ka Ndikafunga mwana weshoroma, wavapengesa Vatadza kuziva nezvari kuronga newe iwe ka Ndikati ndifare newe vane chizondo Kuti nditaure newe ruvengo rwuripo Ndichatosiyana newe iwe kuti vafare ava Ndichatosiyana newe iwe kuti vagarike Ruva rangu ratanhwa naniko? Ndatsvaga padavi raro ka ndarishaya Njiva yangu yatorwa naniko? Ndatsvaga mudendere rayo ndaishaiwa Nzembe yangu yatorwa naniko? Ndatsvaga mudendere rayo ndaishaiwa Vane chigumbu chikuru amai Vanditanhira ruva ravo ndariramba Vane chigumbu chikuru ambuya Vanditanhira ruva ravo handiride Ndavaudza varamba amai "Ndinaye wangu nzungu muchiona ndamenya" Ndavaudza varamba ambuya "Ndinaye wangu nzungu muchiona ndamenya" Wakanaka mwana weshoroma Ndinomuda anodiwa nevakawanda Dai ndawananawo naye Wakanaka mwana weshoroma Ndinomuda anodiwa nevakawanda Dai ndawananawo naye Ndinzwewo mwana weshoroma Nhume dzangu dzawanda Nyuchi dzisina basa dzinouya dzisina maruva ka Ndatambura newe iwe Ndikafunga mwana we shoroma, wandipengesa Ndatadza kuziva nezvandiri kufunga newe iwe ka Ndikafunga mwana weshoroma, wavapengesa Vatadza kuziva nezvari kuronga newe iwe ka Ndikati ndifare newe vane chizondo Kuti nditaure newe ruvengo rwuripo Ndichatosiyana newe iwe kuti vafare ava Ndichatosiyana newe iwe kuti vagarike Ndichatosiyana newe iwe kuti vafare ava Ndichatosiyana newe iwe kuti vagarike Ndichatosiyana newe iwe kuti vafare ava Ndichatosiyana newe iwe kuti vagarike Ndichatosiyana newe iwe kuti vafare ava Ndichatosiyana newe iwe kuti vagarike Ndichatosiyana newe iwe kuti vafare ava Ndichatosiyana newe iwe kuti vagarike
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out