Lyrics

Hoye hera-hera (Oskid production) hera-hera Hoye hera-hera Hona kwaive kufamba, kwaive kufamba KwaPaurosi achienda, achienda Damascus Kwaive kufamba Kwaive kufamba kwaPaurosi achienda, achienda Damascus Dzika Maria, dzika Maria Tinamate haisinguva, haisinguva yekutamba nayo Dzika Maria, dzika Maria Tinamate haisinguva, haisinguva yekutamba nayo Ndakati huya tiende tinoendawo naPaurosi Tofamba navo havaizotya Ndati zita randotya ndiManuwere Saka mweya yestvina rega ndiende Ndikati tinoda vanhu vanorurama naPaurosi Kufamba ndega ini zvangu ndotya Ndati zita randotya ndiManuwere Kufamba kwachena rega ndiende Hona kwaive kufamba, kwaive kufamba KwaPaurosi achienda, achienda Damascus Kwaive kufamba Kwaive kufamba kwaPaurosi achienda, achienda Damascus Dzika Maria, dzika Maria Tinamate haisinguva, haisinguva yekutamba nayo Dzika Maria, dzika Maria Tinamate haisinguva, haisinguva yekutamba nayo Saka huyai Mambo, huyai mambo, huyai Mambo tigoenda Aiwa kufamba munzira dzinoera Sango rine zvikara zvinorura Dzvoko dzvoko asi munoshura Usandifungidzisa zvegore riya Hona kwaive kufamba, kwaive kufamba KwaPaurosi achienda, achienda Damascus Kwaive kufamba Kwaive kufamba kwaPaurosi achienda, achienda Damascus Dzika Maria, dzika Maria Tinamate haisinguva, haisinguva yekutamba nayo Dzika Maria, dzika Maria Tinamate haisinguva, haisinguva yekutamba nayo Hoo Jehovah wee, huya uzosunungura mweya wangu Mweya unoera, huya uzosunungura mweya wangu Hoo Jehovah wee, huya uzosunungura mweya wangu Mweya unoera, huya uzosunungura mweya wangu Zvichida ndakatadza ini, huya uzosunungura mweya wangu Mweya unoera, huya uzosunungura mweya wangu Zvichida ndakatadza ini, huya uzosunungura mweya wangu Mweya unoera, huya uzosunungura mweya wangu Hoye era, era, era, era Hoye era, era, era, era Hoye era, era
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out