Lyrics

Zvamunoona mwana uyu takadanana tiri vaviri pasina vamwe vaya Chitsividzo chedu hatichakanganwe nekuti pane veshanje Zvamunoona mwana uyu takadanana tiri vaviri pasina vamwe vaya Chitsividzo chedu hatichakanganwe nekuti pane veshanje Mumoyo mavo zvangova zvitsvambe havazvide zvinovashungurudza moyo Havazive patakadanana kuti ndezvipi zvatakatsidzirana Mumoyo mavo zvangova zvitsvambe havazvide zvinovashungurudza moyo Havazive patakadanana kuti ndezvipi zvatakatsidzirana Oo mama Saka ndati musarwadziwe moyo nerudo rwedu ini naye Dayi murivamwe mayitofara, vamwe veduwo vasanganiswa aah Saka ndati musarwadziwe moyo nerudo rwedu ini naye Dayi murivamwe mayitofara, vamwe veduwo vasanganiswa aah Zvimwe vamwe vangangoda kuziva shamwari dzedu tiwudzeyiwo Kuti musvike pamakasvika apa, vamwe veduwoo, makasvika sei? Zvimwe vamwe vangangoda kuziva shamwari dzedu tiwudzeyiwo Kuti musvike pamakasvika apa, vamwe vwduwoo, makasvika sei? Inga ndini wani ndakamuda ini Inga ndini wani ndakamuda ini Zvamayimunyenyeredza kureva mayimutya imi Zvamayimunyenyeredza kureva mayimutya imi Zvandakapedza hwuswa hwesango ndichimufambira Zvandakapedza hwuswa hwesango ndichimufambira Pandakarohwa nababa vake makandiseka Pandakarohwa nababa vake makandiseka Zvandakarumwa nembwa dzekwavo zvakakusetsai Zvandakarumwa nembwa dzekwavo zvakakusetsai Nhasi ndavenaye mavekugumbuka sei? Nhasi ndavenaye mavekugumbuka sei? Sarah iwe, Sarah iwe Sarah iwe, Sarah iwe Sarah iwe wangu, Sarah iwe Sarah iwe wangu, Sarah iwe Sarah iwe, Sarah iwe Sarah iwe Inga ndini wani ndakamuda ini Inga ndini wani ndakamuda ini Zvamayimunyenyeredza kureva mayimutya imi Zvamayimunyenyeredza kureva mayimutya imi Zvandakapedza hwuswa hwesango ndichimufambira Zvandakapedza hwuswa hwesango ndichimufambira Pandakarohwa nababa vake makandiseka Pandakarohwa nababa vake makandiseka Zvandakarumwa nembwa dzekwavo zvakakusetsai Zvandakarumwa nembwa dzekwavo zvakakusetsai Nhasi ndavenaye mavekugumbuka sei? Nhasi ndavenaye mavekugumbuka sei? Sarah iwe, Sarah iwe Sarah iwe, Sarah iwe Sarah iwe wangu, Sarah iwe Sarah iwe wangu, Sarah iwe Sarah iwe, Sarah iwe Sarah iwe
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out