Music Video

Alick Macheso - Chara Chimwe
Watch {trackName} music video by {artistName}

Featured In

Credits

PERFORMING ARTISTS
Alick Macheso and Orchestra Mberikwazvo
Alick Macheso and Orchestra Mberikwazvo
Vocals
Alick Macheso
Alick Macheso
Vocals
COMPOSITION & LYRICS
Alick Macheso
Alick Macheso
Composer

Lyrics

Irero shoko nderenyu imi baba namai hoo Ikodzero dzenyu kuziva vana zvatingada Kuti isu tizive chakanaka zvachakanaaakira Kubva mukuchengetwa nemi muri zvamuri mose Kuziva chakanaka nechakaipa, kubva kamuri Moyo yerudo rwenyu rwamaitiratidzaaa Hamuna kuita hutsinye makatichengeta wani Murere akure mangwana agokurerawo Chara chimwe hachitswanye inda Pabva zino pasara vende Chero ukatenga regoridhe asi harizi repo Ivende (pabva rimwe) ivende Chara chimwe hachitswanye inda Pabva zino pasara vende Chero ukatenga regoridhe zino harizi repo Ivende (pabva rimwe) ivende Panobva amai, vana dzatova nherera Pabva amai vana dzatova nherera Pasina baba Shupi uya woshupika Pasina baba Shupi uya woshupika Nokuda kwezvikonzero, zvimwe zviri zvechokwadi Nokuda kwezvikonzero, zvimwe zviri zvemanyepo Tumwe twacho twukonzero, tusina nezvatwunoreva Tumwe twacho twukonzero, twuine nezvatwunoreva Inzwai tsitsi, inzwai ngoni Inzwai tsitsi, inzwai ngoni Inzwai tsitsi, inzwai ngoni (vanamai we) Inzwai tsitsi, inzwai ngoni Pasina baba pave nemwanza, amai voga zvingavanetse Pasina mai pave nemwanza, baba voga zvingavanetse Chikuni chimwe hachikodze sadza Zviviri zvitatu zvinofuridzika Chikuni chimwe hachikodze sadza (amai) Zviviri zvitatu zvinofuridzika Inzwai tsitsi, inzwai ngoni Inzwai tsitsi, inzwai ngoni Inzwai tsitsi (vanamai we) inzwai ngoni
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out