Lyrics

Ukandiwona ndakasuwa kudai mwana iwe Usandiseke, rudo uru runoparira zve Ndizvo zvinoita murudo Mumwe wako achinge asipo Ndizvo zvinoita murudo Mumwe wako achinge arikure Ndizvo zvinoita murudo Ukamuona akasuwa kudai mwana uyo Usamuseke, rudo uru runoparira zve Ndizvo zvinoita murudo Mumwe wako achinge ayenda Ndizvo zvinoita murudo Mumwe wako achinge akasuwa Ndizvo zvinoita murudo Ukandiona ndakafara kudai mwana iwe Usandishore, rudo uru runonakidza zve Ndizvo zvinoita murudo Mumwe wako achinge aripo Ndizvo zvinoita murudo Mumwe wake achinge adzoka uyo Ndizvo zvinoita murudo Inga kwandiri kuno uku Zvinorema mwana waShe Kurarama usipo inyasha Ihi, zvinorema izvo Inga kwandiri kuno uku Zvinorema mwana waShe Kurarama usipo inyasha Ihi, zvinorema izvo Wona kwaari kuno uku Zvinorema mwana wako Kurarama mai vasipo inyasha Ihi, zvinorema izvo Wona kwaari kuno uku Zvinorema mwana wako Kurarama mai vasipo inyasha Ihi, zvinorema muchengeti Inga kwandiri kuno uku Zvinorema mwana waShe Kurarama usipo inyasha Ihi, zvinorema izvo Inga kwandiri kuno uku Zvinorema mwana waShe Kurarama usipo inyasha Ihi, zvinorema izvo Wona kwaari kuno uku Zvinorema mwana wako Kurarama mai vasipo inyasha Ihi, zvinorema izvo Wona kwaari kuno uku Zvinorema mwana wako Kurarama mai vasipo inyasha Ihi, zvinorema muchengeti Chiuya wakabata mwenje, mukati merima Chiuya wakabata mwenje, mukati merima Chiedza ndiwe, mukati merima Rudo ndiwe, mukati merima Rugare ndiwe, mukati merima Mwenje ndiwe, mukati merima Peter ndiwe, mukati merima Nyasha ndiwe, mukati merima Obby ndiwe, mukati merima Tanaka ndiwe, mukati merima Bee ndiwe, mukati merima Mwenje ndimiwo, mukati merima Ihi hi Chiuya wakabata mwenje, mukati merima Chiuya wakabata mwenje, mukati merima Ukauya ndikakuonawo zvingaipei? Ukauya ndikakubatawo zvingaipei? Ukauya ndikakushandira zvingaipei? Ukauya ndikakushandawo zvingaipei? Ukauya ndikakurotawo zvingaipei? Ihi hi Chiuya wakabata mwenje, mukati merima Chiuya wakabata mwenje, mukati merima Chiedza ndiwe, mukati merima Rudo ndiwe, mukati merima Rugare ndiwe, mukati merima Mwenje ndiwe, mukati merima Peter ndiwe, mukati merima Nyasha ndiwe, mukati merima Obby ndiwe, mukati merima Tanaka ndiwe, mukati merima Bee ndiwe, mukati merima Mwenje ndimiwo, mukati merima Ihi hi Chiuya wakabata mwenje, mukati merima Chiuya wakabata mwenje, mukati merima Ukauya ndikakuonawo zvingaipei? Ukauya ndikakubatawo zvingaipei? Ukauya ndikakushandira zvingaipei? Ukauya ndikakushandawo zvingaipei? Ukauya ndikakushandira zvingaipei? Ihi hi
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out