Top Songs By Tongai Moyo & Utakataka Express
Similar Songs
Credits
PERFORMING ARTISTS
Tongai Moyo & Utakataka Express
Vocals
COMPOSITION & LYRICS
Tongai Moyo & Utakataka Express
Songwriter
Lyrics
Ukandiwona ndakasuwa kudai mwana iwe
Usandiseke, rudo uru runoparira zve
Ndizvo zvinoita murudo
Mumwe wako achinge asipo
Ndizvo zvinoita murudo
Mumwe wako achinge arikure
Ndizvo zvinoita murudo
Ukamuona akasuwa kudai mwana uyo
Usamuseke, rudo uru runoparira zve
Ndizvo zvinoita murudo
Mumwe wako achinge ayenda
Ndizvo zvinoita murudo
Mumwe wako achinge akasuwa
Ndizvo zvinoita murudo
Ukandiona ndakafara kudai mwana iwe
Usandishore, rudo uru runonakidza zve
Ndizvo zvinoita murudo
Mumwe wako achinge aripo
Ndizvo zvinoita murudo
Mumwe wake achinge adzoka uyo
Ndizvo zvinoita murudo
Inga kwandiri kuno uku
Zvinorema mwana waShe
Kurarama usipo inyasha
Ihi, zvinorema izvo
Inga kwandiri kuno uku
Zvinorema mwana waShe
Kurarama usipo inyasha
Ihi, zvinorema izvo
Wona kwaari kuno uku
Zvinorema mwana wako
Kurarama mai vasipo inyasha
Ihi, zvinorema izvo
Wona kwaari kuno uku
Zvinorema mwana wako
Kurarama mai vasipo inyasha
Ihi, zvinorema muchengeti
Inga kwandiri kuno uku
Zvinorema mwana waShe
Kurarama usipo inyasha
Ihi, zvinorema izvo
Inga kwandiri kuno uku
Zvinorema mwana waShe
Kurarama usipo inyasha
Ihi, zvinorema izvo
Wona kwaari kuno uku
Zvinorema mwana wako
Kurarama mai vasipo inyasha
Ihi, zvinorema izvo
Wona kwaari kuno uku
Zvinorema mwana wako
Kurarama mai vasipo inyasha
Ihi, zvinorema muchengeti
Chiuya wakabata mwenje, mukati merima
Chiuya wakabata mwenje, mukati merima
Chiedza ndiwe, mukati merima
Rudo ndiwe, mukati merima
Rugare ndiwe, mukati merima
Mwenje ndiwe, mukati merima
Peter ndiwe, mukati merima
Nyasha ndiwe, mukati merima
Obby ndiwe, mukati merima
Tanaka ndiwe, mukati merima
Bee ndiwe, mukati merima
Mwenje ndimiwo, mukati merima
Ihi hi
Chiuya wakabata mwenje, mukati merima
Chiuya wakabata mwenje, mukati merima
Ukauya ndikakuonawo zvingaipei?
Ukauya ndikakubatawo zvingaipei?
Ukauya ndikakushandira zvingaipei?
Ukauya ndikakushandawo zvingaipei?
Ukauya ndikakurotawo zvingaipei?
Ihi hi
Chiuya wakabata mwenje, mukati merima
Chiuya wakabata mwenje, mukati merima
Chiedza ndiwe, mukati merima
Rudo ndiwe, mukati merima
Rugare ndiwe, mukati merima
Mwenje ndiwe, mukati merima
Peter ndiwe, mukati merima
Nyasha ndiwe, mukati merima
Obby ndiwe, mukati merima
Tanaka ndiwe, mukati merima
Bee ndiwe, mukati merima
Mwenje ndimiwo, mukati merima
Ihi hi
Chiuya wakabata mwenje, mukati merima
Chiuya wakabata mwenje, mukati merima
Ukauya ndikakuonawo zvingaipei?
Ukauya ndikakubatawo zvingaipei?
Ukauya ndikakushandira zvingaipei?
Ukauya ndikakushandawo zvingaipei?
Ukauya ndikakushandira zvingaipei?
Ihi hi
Lyrics powered by www.musixmatch.com