Lyrics

Ndaseka zvekuseka kuti ndaseka futi Dance uuu Vanhu vari kuda kunzwa iwewe Saka chivataurira kuti vanzwe Hehehe dehwa ndovapanyanga Position position sele Matinofamba tinosangana nevaskana vakanaka Tichiyemura ko mai vekumba makaguma riniiko Kuvaudza mai makanaka ndapa kutenda Matinofamba tinosangana nevaskana vakanaka Tichiyemura ko mai vekumba makaguma riniiko Kuvaudza mai makanaka ndapa kutenda Matinofamba tinosangana nevaskana vakachena Tichiyemura ko mai vemumba makaguma riniiko Kuvaudza mai makachena ndapa kutenda Ndiwo mashoko anoita imba imire Ndiwo mashoko anoita imba imire Ndiwo mashoko anoita mai vafare Ndiwo mashiko anoita mai vafare Pane shoko risingabhowe kuudzwa kakawanda Ndiro wakanaka Amai wevana vangu iwe wakanaka Amai wevana chidi chemoyo wakanaka Wakanaka Chokwadi wakanaka Uchangomuka mangwanani wakanaka Nyangwe urere dhiya wangu wakanaka Uchangomuka mangwanani wakanaka Nyangwe urere dhiya wangu wakanaka Sele mamama sele Sele mamama sele Sele mamama sele Dai zvayibvira wayemura mukadzi wako uyo Nekuti i number one Dai zvayibvira wayemura mukadzi wako uyo Nekuti i number one Dai zvaibvira wachenesa mukadzi wako iwe Kuti ave number one Dai zvaibvira wachenesa mukadzi wako iwe Kuti ave number one Hahaha kanumber one kacho Dai zvaibvira wayemura mukadzi wako uyo Nekuti i number one Dai zvaibvira wayemura mukadzi wako uyo Nekuti i number one Dai zvaibvira wachenesa mukadzi wako iwe Kuti ave number one Dai zvaibvira wachenesa mukadzi wako iwe Kuti ave number one Matinofamba tinosangana nevaskana vakanaka Tichiyemura ko mai vekumba makaguma riniiko Kuvaudza mai makanaka ndapa kutenda zvangu Matinofamba tinosangana nevaskana vakachena Tichiyemura ko mai vekumba makaguma riniiko Kuvaudza mai makachena ndapa kutenda zvangu kani Ndiwo mashoko anoita imba imire Ndiwo mashoko anoita imba imire Ndiwo mashoko anoita mai vafare Ndiwo mashoko anoita mai vafare Ndiwo mashoko anoita imba imire Ndiwo mashoo anoita imba imire Ndiwo mashoko anoita mai vafare Ndiwo mashoko anoita mai vafare Pane shoko risingabhowe kuriudzwa kakawanda Ndiro wakanaka Amai wevana vangu iwe wakanaka Amai wevana chido chemoyo wakanaka Amai wevana chokwadi wakanaka Uchangomuka mangwanani wakanaka Nyangwe urere dhiya wangu wakanaka Uchangomuka mangwanani wakanaka Nyangwe urere dhiya wangu wakanaka Ini ndasakura ndazunza iwe Amai vachena moyo Ini ndasakura ndazunza iwe Amai vachena moyo Ini ndasakura ndazunza iwe Amai vachena moyo Ini ndasakura ndazunza iwe Amai vachena moyo Ini ndasakura ndazunza iwe Amai vachena moyo Ini ndasakura ndazunza iwe Amai vachena moyo Ini ndasakura ndazunza iwe Musha wachena uyu Kusakura nekuzunza
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out