Lyrics

Igwe Igwe, chivhundu Mundikwenyewo amai, apa Papi? pese pese Mundikwenyewo ambuya, apa Papi? pese pese Undikwenyewo ma-babe, apa Papi? pese pese Igwe Igwe its time for demonstration now, whaa Shamwari mukutamba mese umu, tombosvika mukuburana Undiregerere, undiregererewo Undiregerere tisvike mukunzwisisana Shamwari mukutamba mese umu, tombosvika mukuburana Undiregerere, undiregererewo Undiregerere tisvike mukunzwisisana Mudiwa mukudanana umu, tombosvika mukupesana Undirangarire, undirangarirewo Undirangarire, uri wekure kure Mudiwa mukudanana umu, tombosvika mukupesana Undirangarire, undirangarirewo Undirangarire, uri wekure kure Shamwari mukushanda basa iri tombosvika mukukavana Iwe uchikanda, ini ndichivhika kana kuti iwe uchivhika maihwe ini ndichikanda Shamwari mukutonga nyika iyi tombosvika mukukavana Iwe uchikanda, ini ndichivhika kana kuti iwe uchivhika maihwe ini ndichikanda Tosvitsana kumatalks-ka, heee Turika Shamwari mukutamba mese umu, tombosvika mukuburana Undiregerere, undiregererewo Undiregerere tisvike mukunzwisisana Mudiwa mukudanana umu, tombosvika mukupesana Undirangarire, undirangarirewo Undirangarire, uri wekure kure Shamwari mukutonga nyika iyi tombosvika mukukavana Iwe uchikanda, ini ndichivhika kana kuti iwe uchivhika maihwe ini ndichikanda Tosvitsana kuma-talks Sahwira usapike naMwari uchidaro iwe Mangwana zvinhu zvinosanduka wani iwe Shamwari usapike naMwari uchidaro iwe Nekuti zvinhu zvinosanduka wani iwe Sahwira usapike naMwari uchidaro iwe Mangwana zvinhu zvinosanduka wani iwe Kuti iwe ndiwe wemberi vamwe tichitevera Maihwe zvinhu zvinosanduka wani iwe Kuti iwe ndiwe wemari vamwe tiri varombo Aaah, zvinhu zvinosanduka wani iwe Kuti iwe ndiwe wenyembe, vamwe tichi-saluter Aaah, zvinhu zvinosanduka wani iwe NaMwari zvinhu zvinosanduka wani iwe Inga zvinhu zvinosanduka wani iwe NaYahwe zvinhu zvinosanduka wani iwe Inga zvinhu zvinosanduka wani iwe Mahwindi zvinhu zvinosanduka wani iwe Inga zvinhu zvinosanduka wani iwe Korokoza zvinhu zvinoshanduka wani iwe NaDhehwa zvinhu zvinosanduka wani iwe Magweja zvinhu zvinosanduka wani iwe NaYahwe zvinhu zvinosanduka wani iwe Sahwira usapike naMwari uchidaro iwe Mangwana zvinhu zvinosanduka wani iwe Shamwari usapike naMwari uchidaro iwe Nekuti zvinhu zvinosanduka wani iwe Sahwira usapike naMwari uchidaro iwe Mangwana zvinhu zvinosanduka wani iwe Kuti iwe ndiwe wemberi vamwe tichitevera Maihwe zvinhu zvinosanduka wani iwe Kuti iwe ndiwe wemari vamwe tiri varombo Aaah, zvinhu zvinosanduka wani iwe Kuti iwe ndiwe wenyembe, vamwe tichi-saluter Eeeh, zvinhu zvinosanduka wani iwe NaMwari zvinhu zvinosanduka wani iwe Inga zvinhu zvinosanduka wani iwe NaYahwe zvinhu zvinosanduka wani iwe Inga zvinhu zvinosanduka wani iwe MaRasta zvinhu zvinosanduka wani iwe NaJaah zvinhu zvinosanduka wani iwe Fishmonger zvinhu zvinosanduka wani iwe NaDhehwa zvinhu zvinosanduka wani iwe Magweja zvinhu zvinosanduka wani iwe NaYahwe zvinhu zvinosanduka wani iwe Zvinhu zvikaoma, zvikaomesesa Tinokakata kusvika tisvike Turika, turika Zvinhu zvikaoma, zvikaomesesa Tinokakata kusvika tisvike Spencer anokakata wire wani uyo Spencer anokakata wire wani uyo Chahwi anokakata wire wani uyo Chahwi anokakata wire wani uyo Wilo anokakata wire wani uyo Wilo anokakata wire wani uyo Dhehwa vanokakata wire wani ava, (Dhehwa, Dhehwa) Dhehwa vanokakata wire wani ava, Igwe
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out