Top Songs By Tongai Moyo
Credits
PERFORMING ARTISTS
Tongai Moyo
Vocals
Utakataka Express
Vocals
COMPOSITION & LYRICS
Tongai Moyo
Songwriter
Lyrics
Igwe Igwe, chivhundu
Mundikwenyewo amai, apa
Papi? pese pese
Mundikwenyewo ambuya, apa
Papi? pese pese
Undikwenyewo ma-babe, apa
Papi? pese pese
Igwe Igwe its time for demonstration now, whaa
Shamwari mukutamba mese umu, tombosvika mukuburana
Undiregerere, undiregererewo
Undiregerere tisvike mukunzwisisana
Shamwari mukutamba mese umu, tombosvika mukuburana
Undiregerere, undiregererewo
Undiregerere tisvike mukunzwisisana
Mudiwa mukudanana umu, tombosvika mukupesana
Undirangarire, undirangarirewo
Undirangarire, uri wekure kure
Mudiwa mukudanana umu, tombosvika mukupesana
Undirangarire, undirangarirewo
Undirangarire, uri wekure kure
Shamwari mukushanda basa iri tombosvika mukukavana
Iwe uchikanda, ini ndichivhika kana kuti iwe uchivhika maihwe ini ndichikanda
Shamwari mukutonga nyika iyi tombosvika mukukavana
Iwe uchikanda, ini ndichivhika kana kuti iwe uchivhika maihwe ini ndichikanda
Tosvitsana kumatalks-ka, heee
Turika
Shamwari mukutamba mese umu, tombosvika mukuburana
Undiregerere, undiregererewo
Undiregerere tisvike mukunzwisisana
Mudiwa mukudanana umu, tombosvika mukupesana
Undirangarire, undirangarirewo
Undirangarire, uri wekure kure
Shamwari mukutonga nyika iyi tombosvika mukukavana
Iwe uchikanda, ini ndichivhika kana kuti iwe uchivhika maihwe ini ndichikanda
Tosvitsana kuma-talks
Sahwira usapike naMwari uchidaro iwe
Mangwana zvinhu zvinosanduka wani iwe
Shamwari usapike naMwari uchidaro iwe
Nekuti zvinhu zvinosanduka wani iwe
Sahwira usapike naMwari uchidaro iwe
Mangwana zvinhu zvinosanduka wani iwe
Kuti iwe ndiwe wemberi vamwe tichitevera
Maihwe zvinhu zvinosanduka wani iwe
Kuti iwe ndiwe wemari vamwe tiri varombo
Aaah, zvinhu zvinosanduka wani iwe
Kuti iwe ndiwe wenyembe, vamwe tichi-saluter
Aaah, zvinhu zvinosanduka wani iwe
NaMwari zvinhu zvinosanduka wani iwe
Inga zvinhu zvinosanduka wani iwe
NaYahwe zvinhu zvinosanduka wani iwe
Inga zvinhu zvinosanduka wani iwe
Mahwindi zvinhu zvinosanduka wani iwe
Inga zvinhu zvinosanduka wani iwe
Korokoza zvinhu zvinoshanduka wani iwe
NaDhehwa zvinhu zvinosanduka wani iwe
Magweja zvinhu zvinosanduka wani iwe
NaYahwe zvinhu zvinosanduka wani iwe
Sahwira usapike naMwari uchidaro iwe
Mangwana zvinhu zvinosanduka wani iwe
Shamwari usapike naMwari uchidaro iwe
Nekuti zvinhu zvinosanduka wani iwe
Sahwira usapike naMwari uchidaro iwe
Mangwana zvinhu zvinosanduka wani iwe
Kuti iwe ndiwe wemberi vamwe tichitevera
Maihwe zvinhu zvinosanduka wani iwe
Kuti iwe ndiwe wemari vamwe tiri varombo
Aaah, zvinhu zvinosanduka wani iwe
Kuti iwe ndiwe wenyembe, vamwe tichi-saluter
Eeeh, zvinhu zvinosanduka wani iwe
NaMwari zvinhu zvinosanduka wani iwe
Inga zvinhu zvinosanduka wani iwe
NaYahwe zvinhu zvinosanduka wani iwe
Inga zvinhu zvinosanduka wani iwe
MaRasta zvinhu zvinosanduka wani iwe
NaJaah zvinhu zvinosanduka wani iwe
Fishmonger zvinhu zvinosanduka wani iwe
NaDhehwa zvinhu zvinosanduka wani iwe
Magweja zvinhu zvinosanduka wani iwe
NaYahwe zvinhu zvinosanduka wani iwe
Zvinhu zvikaoma, zvikaomesesa
Tinokakata kusvika tisvike
Turika, turika
Zvinhu zvikaoma, zvikaomesesa
Tinokakata kusvika tisvike
Spencer anokakata wire wani uyo
Spencer anokakata wire wani uyo
Chahwi anokakata wire wani uyo
Chahwi anokakata wire wani uyo
Wilo anokakata wire wani uyo
Wilo anokakata wire wani uyo
Dhehwa vanokakata wire wani ava, (Dhehwa, Dhehwa)
Dhehwa vanokakata wire wani ava, Igwe
Lyrics powered by www.musixmatch.com