Lyrics

Zvinhu zvese zvinondinetsa pano panyika ini Ndinoteura kwamuri Mwari baba, mundinunurirewo Zvinhu zvese zvinondinetsa pano panyika ini Ndinoteura kwamuri Mwari baba, mundinunurirewo Nhamo yese yandinoona pano panyika ini Ndinochema kwamuri vadzimu vangu, mundinunurirewo Nhamo yese yandinoona pano panyika ini Ndinochema kwamuri vadzimu vangu, mundinunurirewo Vakawanda vavengi vangu pano panyika ini Ndinoteura kwamuri vadzimu vangu muvaregererewo Vakawanda vavengi vangu pano panyika ini Ndinoteura kwamuri vadzimu vangu muvaregererewo Vakawanda vavengi vangu pano panyika ini Ndinoteura kwamuri Mwari baba vangu muvaregererewo Vakawanda vavengi vangu pano panyika ini Ndinoteura kwamuri Mwari baba vangu muvaregererewo Pamutongo wangu baba Ndiiseiwo pamwe navo vose Pamutongo wohuipi hwangu Ndiiseiwo divi rimwe navo vose Kanganwiro yenyu baba Ndizadzisireiwo pamwe navo vose Zvinhu zvese zvinondinetsa pano panyika ini Ndinoteura kwamuri Mwari baba, mundinunurirewo Nhamo yese yandinoona pano panyika ini Ndinochema kwamuri vadzimu vangu, mundinunurirewo Vakawanda vavengi vangu pano panyika ini Ndinoteura kwamuri vadzimu vanhu vangu muvaregererewo Vakawanda vavengi vangu pano panyika ini Ndinoteura kwamuri Mwari baba muvaregererewo Pamutongo wangu baba Ndiiseiwo pamwe navo vose Pamutongo wohuipi hwangu Ndiiseiwo divi rimwe navo vose
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out