Lyrics

Ndicho chirairo chako mwanangu nherera Chirairo chako misodzi nherera hona Ndicho chirairo chako mwanangu nherera Chirairo chako misodzi nherera hona Nhamo moto mwanangu nherera Unopisa nechisakapara mhosva hona Nhamo moto mwanangu nherera Unopisa nechisakapara mhosva hona Nhamo idoro mwanangu nherera Harina warimwa nhasi nherera hona Nhamo idoro mwanangu nherera Harina warimwa nhasi nherera hona Tsvaga anokuroora mwanangu nherera Uwane anokuvaraidza nherera hona Tsvaga anokuroora mwanangu nherera Uwane anokuvaraidza nherera hona Inga vamwewo vanovaraidzawo hona (vanovaraidza) Inga vamwewo vanovaraidzawo wani (vanovaraidza) Inga vamwewo vanovaraidzawo wani (vanovaraidza) Inga vamwewo vanovaraidzawo hona (vanovaraidza) Vasikana patsime vanovaraidzawo hona (vanovaraidza) Vasikana patsime vanovaraidzawo hona (vanovaraidza) Vakomana vazvino vanovaraidzawo hona (vanovaraidza) Vakomana vazvino vanovaraidzawo hona (vanovaraidza)
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out